Femerenga Kateguru

NDINE makore 38 okuzvarwa, ndichibva mumusha waSabhuku Chimushonga kwaGomo, kuMt Darwin. Ndiri munhu asina shungu nezvizhinji. Ndinofarira zvekurima ndichibatsirana nevabereki vangu sezvo ndisina mudzimai. Mukadzi wangu akanditiza zvose nevana vangu…

Vasikana vosiira chikoro panzira

MUTEVEDZERI wegurukota redzidzo yepuraimari nesekondari, Professor Paul Mavima, vanoti ongororo yakaitwa nebazi ravo gore rapera inoratidza kuti vanasikana vari kusiira chikoro panzira padanho rekusekondari vakawanda kana zvichienzaniswa nevanakonama nekuda

Vahosi nanyachide tiba! …‘Dzosa zvipfeko zvangu zvemukati’

NYACHIDE wekuzvambaradzwa pamwe nekutorerwa zvipfeko zvake zvemukati navahosi apo vairwira murume akazopotera kudare. Muchuchisi wedare reChitungwiza Magistrates’ Courts, Ntombikazi Nleya akati Ruth Makaure (25) wepaPhase 3 Dema, Seke akarikita Miriam

Varume 2 vorwira mimba 1

VARUME vaviri vekuMagunje, kuHurungwe, vekumbobuda munhau vachiti vakaparikwa nemudzimai mumwe chete uyo wavanogara naye mumba imwe chete, vanonzi vave kudhonzerana mimba ine mukadzi uyu apo mumwe nemumwe ari kuti ndeyake.…

‘kwayedza inotigonera’ . . . Vana nyanduri vopinzwa chikoro

VANA vechikoro vanosvika 22 vari muzvikoro zvakasiyana kumativi mana enyika svondo rapera vakatunzvaidzwa neKwayedza nekupihwa mibairo zvichitevera kukunda kwavakaita mumakwikwi ekunyora

Maticha ekumaruwa ohora

HURUMENDE yakatanga zvakare kupa varairidzi vanoshandira kumaruwa mari yekuvasimudzira mubasa ravo, yeHarship Allowance, iyo inove chikamu che5% chemari yavanotambira pamwedzi.

Mukuvisi Woodlands yoshanda nezvikoro

MUKUVISI Woodlands, yakabatana nemamwe masangano, yakatanga chirongwa chekudzidzisa zvikoro 172 pamusoro pekukosha kwakaita kuchengetedza nharaunda.

Midziyo yechinyakare

BEPA redu rebvunzo regwaro rechinomwe ndinorifananidza nemimba isati yazvarwa. Hapana anoziva kuti mudumbu muchabuda mwanai chero zvazvo mazuva ano kwava nemichina inogona kuona mhando yemwana apo

George anobenenguka. . . ndokuramba kuenda kuchiptara

CHITSAUKO 6 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Gare gare George anozobengenuka mudzimai wake kwava kuti baba vaTichaona vamhanye pachikoro

Revai airarama zvekutamburira

CHITSAUKO 4 (Ongororo; Endererero mberi) Apo Revai ainge apinda muusungwa mumusha waMambo Zindoga akange apinda panguva yakaoma izere

×
×