‘Tezvara musandigume semuzhanje’

Anorld Kaseke MUKUWASHA akamhan’arira tezvara kudare achida kuti mari yaari kubhandara yemendenenzi idzikiswe apo aivapomera mhosva “yekumugumha semuzhanje”.

Ndafurwa nemhepo: Joyline

JOYLINE Chapfika —musikana uya wechidiki wekujuja misodzi yeropa, achinzwa seanorohwa nekuchekwa nezvinhu zvisingaonekwi, uye achibuda zvipikiri newaya mumuviri wake — anonzi dambudziko rake rakapera.

Koshesai mutauro waamai: President

MUTUNGAMIRI wenyika, President Mugabe vanoti zvakakosha kuti munyika muve nenyanzvi dzinodzisa mitauro yerurimi rwaamai muzvikoro sezvo ichiita kuti pave nehumwepo pamwe nekuti munhu anzwe manyukunyuku ekuti chizvarwa cheZimbabwe.

‘Zvakakosha kupa vana zvekudya vari kuchikoro’

CHIRONGWA chehurumende chekubatsira vana vanoshaya nezvekudya zvekututsira kuzvikoro zvepuraimari cheSupplementary Feeding Programme chinobatsira zvikuru kuti vana ava vauye kuchikoro pamwe nekuti vadzidze

A-LEVEL — MUBAIRO: Musiiwa ari kufarira kuzotyaira motokari

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 9 (Nyaya yacho: Enderero mberi) George nemudzimai wake vanowirirana nepfungwa yaMusiiwa, George anobuda mumba achiti ava kunokotsira,

O-LEVEL — NDINOFA NDAEDZA: Revai nevamwe vake vanotiza

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 6 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Paanonzwa mheremhere yaitika, Chigange anomhanyira kunobatsira Pondai pakarovanwa zvibhakera zvaipfuura moto.

GRADE 7: Zvipfuyo nevana vazvo

Ticha Danga NDATI hatingatange nekunanga kubandiko rezvipfuyo isu tiine mungava kana kuti chikwereti. Kana uine chikwereti ukasachiripa unogomberwa washaya kuti woita sei nekuti chinotoda kuripirwa.

Churchill Boys neKurai zvakaenda nemenduru

VANA vemuzvikoro zvinodarika 20 kubva kumatunhu ose enyika svondo rapera vakasangana pachikoro cheSt John Emerald Hill chiri muHarare pamakwikwi ezvidzidzo zveFirst Aid apo vaifundiswa neveSt John Ambulance.

NDINI UYO: Sharon Chipango

NDINE makore 32 okuberekwa uye ndinogara kuSoutherton, muHarare, kumusha ndichibva kuBuhera. Ndakazvarwa ndiri mumwe chete mumhuri medu. Ndiri mudzimai akaropafadzawa nevanasikana vana.

‘Mari yaperera muzvikwereti zvemukadzi’

NYAKUTI akapedzera mari mukubhadhara zvikwereti zvemukadzi waakarambana naye akachema-chema mudare achiti haakwanise kubvisa mari yemendenenzi yaidiwa.

×