Kurerutsa ndima papwere

ANOKUDA chaiye kana anorakidza rudo chairwo haatarise kana kushora mamiriro ako muhupenyu. Rudo rwakafanana nerutsanga ruri mumvura unorwuona nekushanduka kwezvinhu kubva pazvanga zviri mazuva ekutanga sekuti mumwe awanikwa aine utachiona…

Mari yechikoro yakadyiwa

MUMWE mukuru wesangano rinobatsira nherera nevana vane utachiona hweHIV neAids, reKubatana Christian Support Services (KCSS), kuChitungwiza, akavharirwa mujeri achimirira kutongwa zvichitevera nyaya yaari kupomerwa yekutora zvisina mvumo US$3 000 yakange

Nhoroondo yenyika iri kuenda takatarisa!

Kuziva Mbuya Huudzwa MUSI weMugovera, 7 June takaradzika zvakare rimwe gamba, Cde Nathan Shamuyarira, paNational Heroes Acre muguta reHarare. Rumwe, rumwe vanhu vari kuenda veduwe-e, uyewo havasi kuenda kunodzokwa. Inguva…

‘Maticha kurova vana bodo’ -Ngavarangwe, kwete kuponda -Mutemo uyu hausi wemuAfrica

Soblina Gumbochuma  na Margaret Chendambuya VANA vechikoro nevabereki vakapa pfungwa dzavo pamusoro pemutemo unoti vana vasarohwe nevadzidzisi apo vamwe vaitsigira vamwe vachipokana nawo. Tinashe Gushure (16), uyo anodzidza paNAEXPL iri…

‘Madzimai ongororwai gomarara rechibereko’

GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr David Parirenyatwa, vanokurudzira madzimai kuti vaenda kuzvipatara kunovhenekwa gomarara rechibereko (cervical cancer) nguva ichiripo kuitira kurwisana nechirwere ichi chisati chagodza mumiviri yavo. Vakataura mashoko

MADIMIKIRA NASEKURU MAN’ORO

MUCHISHONA tine madimikira anenge ari zvidudziramuiti. Iri ndiro shoko rinotiudza zvizhinji pamusoro pemuiti. Semuenzaniso, “wokuvigwa negonzo” zvichidudza kufa usina mukadzi kana mwana. Dimikira irori rinenge ratodudza zvizhinji pamusoro pemushakabvu.

Vakatanga vakumbira kumapurisa

MUTAURIRI wemapurisa kudunhu reMashonaland West, Inspector Clemence Mabgweazara, vanoti mapurisa akapa mvumo kumhuri yaida kunoburitsa hama yavo iyo yainzi yakatorwa nenjuzu murwizi rwaZambezi makore manomwe akadarika. Vanoti Ishe Chundu nehama…

Njuzu chinombori chii?

VANHU vakawanda vanongonzwa zita rekuti njuzu asi havanyatsoziva kuti chinombova chii. Njuzu inotsanangudzwa nepakasiyana-siyana uye ine nhoroondo dzakawanda, ichizivikanwa sechikara chine kumusoro kunenge munhu nekuzasi kunenge kwezihove guru. Inonzi inogara

George anotambira tsamba mbiri

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 5 (Nyaya yacho) Zvinotaurwa naamai vaPeter kunaTendai zvekuti asimuke aende asingadyi sadza ravabika nekuti angazorwara nekuti rine tsvina zvinoita kuti mudzimai waGeorge atange kufungisisa kuti ainge anzwisisa…

Musati zvareverwei!

Ndozvireva naMukwende Washe WANGU muromo ndimandiuraisa, uzere mhosva dzega-dzega. Unonotapurana nezvimwe zvinozobvunzwa navamwe kuti zvarevererwei. Ndotanga nomuno muZimbabwe. Mapurisa ngavatiudze kuti iye munhu anonzi Madzibaba Ishmael (Mufani) Chokurongerwa vari

×
×