Zim yotamba nePakistan
Abel Ndooka Chikwata chenyika checricket chemaChevrons chakatanga gadziriro dzekusangana nePakistan izvo zvichaona zvikwata zviviri izvi zvichitamba mitambo miviri yeTest match series nemitatu yeTwenty20 International Series (T20I). Mukushi wemashoko kuZimbabwe Cricket…
‘Ndoda kuenda Cameroon’
Abel Ndooka Mubati wepagedhi wemaWarriors neNkana FC yekuZambia — Talbert Shumba — anoti akagara mudenga rechinomwe zvichitevera kubudirira kwakaita chikwata chenyika ichi kuenda ku2021 Cameroon Africa Cup of Nations (Afcon)…
Chenjererai ‘third wave’: President
Tandayi Motsi MUTUNGAMIRI wenyika President Mnangagwa vanoti zvakakosha kusimbaradza matanho ekudzivirira kunyuka kwechirwere cheCovid-19 kechitatu (third wave) sezviri kuitika kune dzimwe nyika. Vachitaura mumashoko avo pamusoro pekudzivirira kupararira kwedenda iri…
Shirikadzi yorera nherera 20
Kingstone Mapupu MBUYA vanova shirikadzi vekuRuwa vari kubatsira vana nherera nevanomberereka mumigwagwa nekuvawanisa pekugara pamba pavo vachivaendesa kuchikoro panguva ino nyika iri kurwisa Covid-19. Mbuya Peggy Chiware (70) vanogara kuOld…
Mwana akazvambaradzwa naticha
Muchaneta Chimuka MWANA wechikoro ane makore 12 ekuberekwa anodzidza paFungisai Government Primary School, kuChitungwiza, ari kunzi akazvambaradzwa nemurairidzi wake kumagadziko achishandisa “fan belt” izvo zvakaita kuti akuvare zvekusara asisakwanise kugara…
Chembere yekuba mombe yoshaikwa
Muchaneta Chimuka CHEMBERE yekuBeatrice – iyo iri kupomerwa mhosva yekuruka zano rekunoba mombe kudanga revaridzi ichibatsirana nemuzukurukomana wayo ane makore 19 – yakatumirwa gwaro rekusungwa (warrant of arrest) zvichitevera kusadzoka…
Votengesa makadhi ejekiseni reCovid-19
Victor Maphosa VAMWE varapi vemumakiriniki nemuzvipatara zvemakanzuru anosanganisira eChitungwiza vanonzi vave kuita chikiribidi chekutengesa makadhi anoratidza kuti munhu akabaiwa jekiseni remushonga wekudzivirira chirwere cheCovid-19 kuvanhu vasina kubaiwa. Hurumende iri mushishi…
Tapiwa avigwa asina musoro nemaoko
Kingstone Mapupu Mutumbi waTapiwa Makore Jnr mwanakomana wekupondwa gore rapera wavigwa nhasi mumusha waNyamutumbu, kudunhu raMambo Mangwende, kwaMurehwa. Tapiwa Jnr akafa nekupondwa mutumbi wake ndokunhongwa wakadamburwa musoro, makumbo, mawoko nenhengo…
Tapiwa avigwa asina musoro nemaoko
Kingstone Mapupu Mutumbi waTapiwa Makore Jnr mwanakomana wekupondwa gore rapera wavigwa nhasi mumusha waNyamutumbu, kudunhu raMambo Mangwende, kwaMurehwa. Tapiwa Jnr akafa nekupondwa mutumbi wake ndokunhongwa wakadamburwa musoro, makumbo, mawoko nenhengo…
Akauraya mwana, ndokuviga mutumbi mumugomo
Kingstone Mapupu MUDZIMAI anova shirikadzi anogara mubhuku raKajiwa, kwaDotito, kuMt Darwin akasungwa nemapurisa eko zvichitevera mhosva yaari kupomerwa yekuuraya kasvava achiita zvekukamonya mutsipa achangobva mukukabara. Mutauriri wemapurisa kudunhu reMashonaland Central,…










