Vakaitwa dititi nechaunga

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekudunhu reMatabeleland South ari kukurudzira veruzhinji kuti vamhan’are nyaya dzekushungurudzwa kwakasiyana nedzimwe mhosva dziri kuparwa. Izvi zvinotevera vhidhiyo riri kutenderera padandemutande revarume vatatu…

Shwaudza mukanwa nematemba

HUSAVI hwematemba hwakakosha zvikuru sezvo mahuri muchiwanikwa kudya kunodiwa nemuviri seiron neVitamin D uye hunogona kugara kwenguva refu sezvo hove idzi dzisinei nekuchengeterwa mufiriji. Svondo rino tiri kukaringirwa matemba akaomeswa…

Vamwe vopotera kuchivanhu

Kingstone Mapupu KUSHANDISWA kwemishonga yechivanhu munyika muno nepasi rose kunoratidza kuti kwakakwira munguva ino yechirwere cheCovid-19. Nyika dzakaita seMadagascar dziri kushandisa mishonga yechivanhu mukurwisa chirwere ichi. Ongororo yakaitwa neKwayedza svondo…

Gadziriro yemwaka neSeed Co

naRonnie Chigombe TINOKUKWAZISAI varimi kumatiwi ose enyika pachirongwa chatinodzidzisana zvekurima navasahwira venyu veSeed Co. Vakuru vakareva pavakati rwendo rwemujecha hutangirana pamwe nevamwe. Izvozvi murimi akarongeka anofanirwa kuve ari mubishi kutenga…

Covid-19: Votsvaga mazano kuvadzimu

Kingstone Mapupu MASVIKIRO nemachiremba echivanhu vekudunhu reHurungwe, kuMashonaland West, nevamwe vakabva kumamwe matunhu enyika nemusi weMugovera wadarika vakaita bira rekutsvaga mazano kubva kuvadzimu pamusoro pechirwere chanetsa cheCovid-19. Bira iri rakaitirwa…

Voita ongororo yeBhanan’ana

Runesu Gwidi MAMWE madhokotera emuno nemusi weChishanu svondo radarika vakaparura chirongwa chekuongororo kuti mushonga wechivanhu wakagayiwa kubva mumidzi unoshanda zvakadini mukurwisa chirwere cheCovid-19 kuMasvingo. Mushonga uyu — unozivikanwa nekuti Bhanan’ana…

Budiriro yauya kuManyame. . . Vacheresa zvibhorani 25 . . . Migwagwa yovandudzwa

Kingstone Mapupu KANZURU yeManyame Rural District Council iri kudunhu reMashonaland East inoti iri kufambira mberi nekushandisa homwe yemari inopihwa neHurumende yeDevolution Fund mumabasa ebudiriro anosanganisira kuvandudza migwagwa nemuzvirongwa zvekuti vagari…

‘Karate handi zvimbokoma’

Abel Ndooka SHASHA yekarate, Sensei Thomas Chiwomba, anoti mutambo uyu hausi wekukurudzira vatambi kuti varwe nevanhu asi kuti unotodzidzisa uye kukurudzira runyararo nekuzvibata. Anoti vatambi vekarate vane tsika yekurwa nevamwe…

Ngatirege kuita sedindingwe

naWedzerai Nhemachena DINDINGWE imhuka ine ruvara rwakanaka chaizvo rwune makwapa matema nemachena, uye inovhima zvine hunyanzvi. Ichi chipo chakanaka chayakapihwa naNyadenga. Mutambiro wedindingwe mukuvhima ndewekuti kana yabata mhuka, inoizvuzvurudza kuenda…

Mazuva 4 hakuna afa

Tandayi Motsi HAPANA munhu afa nekuda kwechirwere cheCovid-19 muZimbabwe kwemazuva mana adarika kubva nemusi weMugovera kusvika neChipiri chino, bazi rezveutano nekurerwa kwevana rinozivisa. Magwaro anotumirwa pazuva nebazi iri anoratidza kuti…

×