Anoitira weti mumuriwo

Courtney Munodawafa CHIREVO chinoti pfuma yenhaka inoparadza hukama chave kuzadzikiswa nekuda kwenyaya yemukoma nemun’nina avo vari kuendesana kumatare edzimhosva vachirwira imba yakasiiwa nevabereki vavo uye kupomerana kuitira weti mumuriwo. Onias…

Imbodya sadza nemutetenerwa

Zvirimugapu,Muchaneta Chimuka MUTETENHERWA wenzungu kudya kunokurudzirwa kubvira pasichigare nekuti kudya kune mapuroteni akawanda uye iron. Svondo rino Chiedza Vavarirai anogara kuMarondera anotsanangudza mamwe makangirwo emutetenerwa wenzungu. Zvinodiwa: Nzungu dzakamenywa uye…

Batsirai Chiedza arapwe gumbo

Kingstone Mapupu MUDZIMAI wechidiki anogara mumusha weGlen Norah A, muguta reHarare, ari kutsvaga rubatsiro rwemari inosvika US$12 000 yekuti arapwe gumbo rake iro riri kubuda hurwa nehonye. Anoti dambudziko iri…

Akabaya tete vake nebanga

Muhamed Komboni ari kwaMutare MUKADZI anogara mumusha weChikanga, kuno, akamiswa mudare reko achipomerwa mhosva yekurikita tete —hanzvadzi yemurume wake — nezvibhakera, ndokuzovabaya nebanga zvikaita kuti vakuvare zvakaipisisa. Prisca Mahowa (21)…

Hurongwa hweGrade 7 hwa2020

Ticha Danga TAVA kuda kuchionesana kuti tinenge tichiiteiko mumasvondo makumi mana ane mapfumbamwe asara kupendera gore redu. Ndasvika mukupenderwa kwegore nekuti chirongwa chedu hachigumire mukunyorwa kwebvunzo chete, asi kuti kudakara…

‘Zvikoro zvatigura kunorira. . . musakwidze mari: Hurumende

Elita Chikwati HURUMENDE iri kuyambira vezvikoro zvakazvimiririra kuti havatenderwe kubhadharisa nemari dzekunze uye vachabatwa vachiita izvi vachatorerwa marezinesi anovatendera kushanda. Inotizve zvikoro zvose zveHurumende hazvisi kuzokwidza mari dzemafizi. Vakafanobata chigaro…

Orapwa gomarara kuna’nga

Muchaneta Chimuka MURUME wekuMacheke, kudunhu reMashonaland East, uyo anorarama nehusope ari kutsvaga rubatsiro kubva kune veruzhinji rwekuti arapwe gomarara riri padama rake iro riri kumutambudza. Tichaona Blessed Nanthiya (35) —…

Pedzai huwori muzvikoro

ZVIKORO zvakavhurwa nemusi weChipiri chino paine kunyunyuta kukuru kubva kuvabereki nevana pamusoro pemafambisirwo ari kuitwa basa nezvimwe zvikoro, zvikuru pakutsvagwa kwenzvimbo dzeGiredhi 1 neFomu 1. Vabereki vakawanda vari kuchema-chema kuti…

Votongerwa kugara nenyoka

Abel Zhakata DARE reMutare Magistrates Court svondo rapera rakatara musi wa4 Kukadzi sezuva richatanga kutongwa nyaya yevakadzi vaviri vanonzi vakabatwa vaine mukweshwa weshato mune imwe hotera. Vaviri ava vari kupomerwa…

Nzwisiso nepfupiso

Munyaradzi Gunduza SVONDO rino muchaverenga ndima yenzwisiso mugopindura mibvunzo inotevera. Maverenga nzwisiso, munofanira kutumira mhinduro dzenyu dzamunofunga kuti ndidzo dzinopindura mibvunzo iyi. Vana vechikoro chete kubva pafomu 1 kusvika 4…

×