Fodya yemadiridziro yotanga kukohwewa

Wimbainashe Zhakata KUKOHWEWA kwefodya yakarimwa kuburikidza nemadiridziro munaGunyana gore rapera  kwakatotanga kudunhu reManicaland uye mahekita akarimwa chirimwa ichi akaderera kubva pa24 000  aitarisirwa kuenda pamahekita 13 000. Zvisinei, kuenda kwemagetsi…

Anonorovera mukadzi kubasa

Courtney Munodawafa MUDZIMAI anogara kuEast View, muHarare, anoti murume wake akamudzinga pamba achimupomera kuti ane chikomba sezvo achiita basa rekutengesa zvakasiyana-siyana. Auxillia Chirombo akataura mashoko aya mudare reHarare Civil Court…

‘Vakafirwa musangogara, itaiwo tumabhindauko’

Muchaneta Chimuka SANGANO rinomiririra madzimai nevarume vakafirwa nevadikani vavo uye vakarambwa kana kuti vasina kumbopinda muwanano zvachose pamwe nenherera, reZimbabwe Widows, Widowers and Opharns Trust, riri kukurudzira vanhu ava kuti…

Batsirai Ropafadzo aendewo kuchikoro

Muchaneta Chimuka MWANA ane makore masere ekuberekwa, uyo akazvarwa akaremara makumbo ake izvo zvinoita kuti afambe achikambaira, ari kutsvaga rubatsiro rwemari yechikoro, wiricheya uye zvimwe zvinodiwa mudzidzo kuti akwanise kutanga…

Mwari vati tigare tose: Muporofita

Courtney Munodawafa MUMWE mudzimai ari kuchema-chema mudare achiti ari kushungurudzwa nemurume akauya pamba pavo achiita zvechiporofita uye ndokuzomuudza kuti Mwari vanoda kuti vagare vose. Hilda Mano akataura mashoko aya muHarare…

Majeke azviita zvakare

Muchaneta Chimuka NYANZVI mumusambo weSungura, Herbert Majeke (34), akabura dambarefu idzva rinonzi “Zivai Nhumbi” iro riri pamusoro pekukosha kwekuziva nhumbi dzekupfeka pazviitiko kana kuti makungano akasiyana-siyana. Muhurukuro neKwayedza, Majeke anoti…

Utsinye hwaCindy kuna vamwene

Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinopedzisa madingindira anobuda mumutambo uyu. Hutsinye: Cindy anoburitswa aine hutsinye chaihwo achiramba kuchengeta vamwene vake achiti havasirivo vakamubereka. Cindy anorambidza vamwene vake kuti vagare mumasofa akanaka…

Kukaringa usavi hwebhinzi

BHINZI kudya kunopa mapuroteni uye kuri nyore kubika. Svondo rino tiri kukaringirwa bhinzi naSusan Munemo wekuChiredzi, kuMasvingo. Zvinodiwa: Bhinzi rakaomeswa, hanyanisi, matomatisi, chikari, pani, munyu, mafuta, mvura yakachena. Mabikiro: Rara…

Mhinduro dzeNzwisiso

Munyaradzi Gunduza SVONDO rapfuura takaita mibvunzo yenzwisiso nepfupiso zvaibva pamepu yaive nemusoro wakanzi Zimbabwe shongarunako. Zvino svondo rino tinokupai mhinduro dzinotarisirwa pamibvunzo yamakasangana nayo. Asi tisati takupai mhinduro idzi ngatimbotangai…

Orohwa kumba nekubasa

Courtney Munodawafa MUMWE mudzimai anoti agurwa kunorira nemurume wake uyo ari kumushungurudza nekumurova zvisinei nekuti ndiye ari kumuchengeta zvose nevana vavo. Melody Sanyika akataura mashoko aya mudare reHarare Civil Court…

×