Tsika, magariro zviri mumutauro
BEMBERA PADARE naWedzerai Nhemachema SVONDO rino, rinova rechinomwe kubva patavamba chikuva chino, tinoda kutarisa mutauro mutsva wave kuwanikwa muvadiki vedu, zvikuru vagere mumadhorobha. Mutauro unoratidza hunhu nemagariro evanhu munzvimbo dzavagere.…
Mupositori akafira mugomo rinoyera
Kingstone Mapupu MUKOMANA wechidiki ainamata chechi yeJohane Masowe weChishanu aigara kuEpworth ari kunzi akafa rufu rwunorwadza apo akadonha pamusoro pechikomo chinonzi chinoyera ari pakati pekunamata. Tsaona yemusi wa24 Zvita iyi…
Mhirizhonga muzvikoro yorwiswa
Muchaneta Chimuka HURUMENDE — ichishanda nesangano rinotsigira dzidzo yevanhukadzi reForum for African Educationists Zimbabwe Chapter (FAWEZI) — yakaparura chirongwa chemakore maviri icho chine donzvo rekurwisa nyaya dzemhirizhonga muzvikoro. Chirongwa ichi…
Voronga kusimudzira netball
Abel Ndooka SHASHA yakambonetsa mumutambo wenetball, Perpetual Siyachitema, anoti iye nevamwe vakambotamba mumutambo uyu vane hurongwa hwekuusimudzira nechinangwa chekubika vatambi vechikwata chenyika chemaGems chemangwana. Siyachitema vazhinji vanomuziva nechiremerera chaakapihwa icho…
Madingindira ari mumutambo
Munyaradzi Gunduza MADINGINDIRA anobuda mumutambo uyu: Hukama: — Hukama hunoburitswa sechinhu chinosunganidza vanhu veropa rimwe chete. Kudhonzerana kwese nematambudziko ari kuwira vanhu mumutambo uyu kuri kukonzerwa nekukosha kwehukama. Cindy anenge…
Akazvisungirira nechiwepu
Muhamed Komboni MUKADZI anogara mubhuku rekwaChaire, kwaMambo Nyashanu, kuBuhera, akazoonekwa atova chando nemusi weMuvhuro wadarika apo akazvisungirira nechiwepu chekutyairisa mombe mushure mekunge apopotedzana nehanzvadzi yake. Jane Sundirayi (35) anonzi akazvisungirira…
Peturu ya2019 yapera ndava kusvika
IMBWA HAIHUKURE SADZA naIgnatius Mabasa KUPERERWA nezvaunenge uchida kunorwadza. Ndakapererwa nezvinhu zvakawanda muhupenyu. Ndakapererwa nebasa. Ndakapererwa nemari. Ndakapererwa nemazano. Kupererwa kunopusisa, kunofanana nekunwa doro asi worega kudhakwa. Asi kupererwa negore…
Mitengo yezvekurimisa
Malven Mugadzikwa KUTANGA svondo rino, Kwayedza ichange ichizivisa vaverengi vayo mitengo yezvinhu zvinoshandiswa pakurima zvakasiyana. Heinoyi mitengo yezvekushandisa pakurima zvinosanganisira mbeu, mafetireza nemagejo zviri kutengeswa muzvitoro zvakasiyana zvemuguta reHarare: .…
Mwaka hauna kunaka: ZFU
Elita Chikwati CHERO zvazvo mvura yakanaya kune dzimwe nzvimbo dzemunyika, varimi vazhinji havasi kugutsikana sezvo zvirimwa zvavo zvisati zvanyatsobuda. Zvirimwa zvizhinji zvange zvisati zvamera sezvo kwange kwakaoma kusina kunaya mvura…
Nzwisiso yemepu
Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tichaongorora mepu. Kana uri mudzidzi wefomu yekutanga kusvika yechina, wakasununguka kupinda mumakwikwi aya kuburikidza nekutumira mhinduro dzako uchipindura mibvunzo iri pazasi apa. Unofanira kuisa zita rako…







