Rima zvinogutsa mhuri nenyika
Wendy Madzura KURIMA kwaveko mazuva ano kwave kwemhando yebhizimusi, nokudaro vavariro yemurimi inofanirwa kuva yekuti arime zvine pundutso. Kurima zvine pundutso kunoita kuti varimi vawane zvokudya nokushandisa pamusha. Kana vachinge…
Mbanje inondipa simba: Mupositori
Muhamed Komboni MURUME wekwaMutare uyo anoti anopinda chechi yechipositori — wekubatikidzwa nemapurisa achiputa zvinodhaka aine mumwe wake —akashamisa vanhu vaive mudare apo akati anotora zvinodhaka kuitira kuti awane simba rekuriritira…
‘Varume tapfidza nekurohwa nemadzimai’
Muchaneta Chimuka PANGUVA iyo Zimbabwe iri kuedza kurwisa nyaya dzemhirizhonga, varume vanonziwo vari kusangana nemhirizhonga dzakawanda zvisinei nekuti madzimai nevanasikana kunyanya ndivo vanowanzotambudzwa. Nyika ino ichangobva kucherechedza nedzimwe nyika dzepasi…
Imbodya howa nemupunga
HOWA usavi hunodiwa nevakawanda uye kudya kune mapuroteni ayo anodiwa pakuvaka muviri nekubatsira mukudzivirira zvirwere. Svondo rino Tamuka Nyamweda wekuMhondoro anotsanangudza mamwe mabikirwo ehowa. Zvinodiwa: ◆ Howa hwemhando yaunoda ◆…
Orambirwa kunochema aimbova murume wake
Courtney Munodawafa MUDZIMAI wekuenda kurufu rweaimbova murume wake akazvisikira moto muziso sezvo murume waava naye pari zvino akagumbuka nazvo zvikuru nekudaro ari kumudzinga pamba achiti anofanirwa kututa twake twose odzokera…
2020: Gara warirongera
RAPERA gore ra2019, rapera. Tapinda muidzva gore, tapinda, tapinda muna 2020! Zvizhinji zvakaitika mugore ra2019, zvinofadza nezvinosuwisa. Kune vakawanda vane zvavakange vakaronga kuita mugore rapera iri, zvimwe zvacho zvakabudirira asi…
‘Muzukuru mwana, tinoranga’
Nyasha Bvudzijena MUZUKURU akapotera kudare achiti ari kuoneswa pfumvu nanasekuru vake avo vanomurova vachida kuti abve pamusha wakasiiwa naamai vake avo vakashaika. Berry Peisa akamhan’arira sekuru vake Enock Chimbendeswe nemunin’ina…
Musikana webasa oda kuuraya ‘garden boy’
Muhamed Komboni MUDZIMAI anoshandira mumba kuMurambi, muguta reMutare, akamiswa mudare reko achipomerwa mhosva yekuda kuuraya murume anoshanda pamba apa sa”garden boy”. Chipo Musabeka (42) svondo rapera akamiswa pamberi pemutongi Muzvare…
Bhora mutambo
VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weMerseyside Derby – FA Cup uripo pakati peLiverpool neEverton nemusi weSvondo kuAnfield Stadium uchapera sei? Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.…
Moto waparadza
VANHU ava vange vakaungana vachiona chivakwa chemudurikidzwa chchiri kutsva panosangana mugwagwa waRobert Mugabe naChinhoyi Street muguta reHarare. Moto unonzi watanga kutsva mambakwedza eChina chino uye zvinofungidzirwa kuti wakonzerwa nekusashanda zvakanaka…








