2019: Gokwe ine nyaya
GORE ra2019 rasvika kumagumo uye zvakawanda zvakaitika mugore iri — zvinofadza, zvinoshamisa nezvinosuwisa. Asi Gokwe inoitika nyaya dzinoshamisa, dzinoita kuti vanhu vasare miromo yavo yakaoma kuti papata uye vasina chekutaura.…
Ambuya vangu vangu vari kundikumbira: Mukuwasha… ‘Vanondipindira mubhedhuru’
Gibson Mhaka MUNYAYA inoshamisa zvose nekunyadzisa, murume wekuBulawayo ari kuti anoitirwa mashura naamai vemudzimai wake, avo vanomupindira mubhedhuru make vachiti vanoda kuona kuti anogona zvakadii zvinoitwa muimba iyi. Manfield Nhemachena…
Muteuro we’raki’ – Amai nemwana tasa
Nqobile Tshili ari kuBulawayo AMAI nemwanasikana wavo vekuKensington Plots, chinhambwe chiduku kubva muguta reBulawayo, vakafa mushure mekunge vanwa muteuro wavakapihwa nemumwe muporofita weko vachinzi unodzinga munyama kana mamhepo. Mumwe angadai…
Shato muhotera: Munhu oshaikwa
Abel Zhakata MAPURISA ari kuongorora nyaya yemukadzi anoita zvechipfambi uyo akabatwa aine zinyoka rerudzi rweshato rakareba mamita matanhatu paimwe hotera iri maMutare vari kutambudzika kuti vawane murume anogara mumusha weSakubva…
Vana vechikoro 89 vakamitiswa
Lovemore Kadzura DAMBUDZIKO rekuroorwa nekuroodzwa kwevanasikana vachiri vadiki riri kuramba richikura kudunhu rekwaMakoni, kuManicaland, uko kune vana 89 vakasiira chikoro panzira mushure mekunge vabata pamuviri — 17 vacho vari vepachikoro…
‘Tanzwa nekurohwa nemadzimai’
Muchaneta Chimuka PANGUVA iyo Zimbabwe iri kuedza kurwisa nyaya dzemhirizhonga, varume vanonziwo vari kusangana nemhirizhonga dzakawanda zvisinei nekuti madzimai nevanasikana kunyanya ndivo vanowanzotambudzwa. Nyika ino ichangobva kucherechedza nedzimwe nyika dzepasi…
Mafirimu haana ‘chibhanzi’: Mazenge
Abel Ndooka SHASHA yekuekita mumafirimu, Talent Mazenge, anoti madzimai vari muindasitiri iyi pamwe neyemadhirama vanodawo kurarama hupenyu hwakanaka hunoenderana nebasa ravo sezvinoitwa nevamwe vavo vekune dzimwe nyika. Mazenge – uyo…
‘Hakuna DeMbare yakadaro’
Abel Ndooka MUTAMBI wenhabvu weDynamos FC, Kudzanayi Dhemere, anoti matambiro akaita chikwata chavo mwaka wadarika haana kufadza izvo zvakachiona chichipedza chiri pechipfumbamwe palog reCastle Premiership. Zvikuru zvaitarisirwa kubva kuDeMbare nevatambi…
‘Akatsamwa anondibvisisa hembe
Courtney Munodawafa MURUME wemuHarare anoti mudzimai wake ane katsika kekuti kana vanetsana anomuudza kuti amudzosere zvinhu zvose zvaakamutengera zvekuti rimwe zuva akatomudzosera chipfeko chake chemukati nemasokisi. Colin Dhiningwa akataura mashoko…
Mishonga yekurwisa zvishambwe yavepo: VET
Muchaneta Chimuka BAZI rinoona nezveminda, kurima, mvura nekugariswa kwevanhu kumaruwa – kuburikidza nechikamu cheDepartment of Veterinary Services (VET) – rinoti rine mishonga yakakwana yekudhibhisa mombe kwemwedzi mitanhatu inotevera rinova danho…











