Osimudzira mureza weZim. . . Chiwenga akapihwa mubairo weFootball BlackList 2019 Award
Daphne Machiri NYANZVI yechidzimai inomiririra vatambi venhabvu vazhinji vanotambira kuEurope, Ellen Chiwenga, akasimudzira mureza wenyika nguva pfupi yadarika apo akahwina mubairo weFootball Blacklist 2019 Award kuEngland. Chiwenga — uyo ane…
‘Handikotsire kana ndisina kudhakwa’
Nyasha Bvudzijena MURUME anogara kuHopley, muHarare — uyo anonzi anorarisa mudzimai wake nevana panze husiku hwose vasina chekufuga — anoti haagone kurega kunwa doro sezvo asingakwanise kuwana hope kana asina…
Onetsana nemadzimai evanhu
Courtney Munodawafa MADZIMAI maviri anogara kuBudiriro 4, muHarare, vari kudya marasha pamusoro pemumwe murume uyo vaimboroja naye pamba pamwechete vachimupomera kuti ari kuda kupunza wanano dzavo sezvo achinzi anoudza varume…
Zvatinoda kuziva
Munyaradzi Gunduza SVONDO rapfuura ndakatsanangura pakuru zvinhu zvatinofanira kunge tichiita muchikamu chino mugore ra2020. Zvino mubvunzo unobva wapinda mupfungwa dzemudzidzi ane shungu ndewekuti zvii zvinoda kuti zvinge zvichiitwa mugore ra2020…
‘Otorera maiguru achipa mainini’
Courtney Munodawafa MURUME anogara kuEpworth ari kuchema-chema kuti zvinhu zvamuomera zvichitevera kutora kwaakaita mudzimai wechipiri nekudaro anoda kuti vahosi nanyachide vashande vose pabhindauko rekubika chikafu vachitengesa izvo zviri kumutsa bopoto…
‘Wakati ndiri muroyi’
Courtney Munodawafa MUMWE mudzimai anoti muvakidzani wake anomupumha huroyi uye kumutarisira pasi achimuti anorarama upenyu hwekutambudzika. Izvi zvakabuda mudare reHarare Civil Court apo Violet Mukombwe akamhan’arira Caroline Mupane achida gwaro…
Vemitambo rongekai: Coventry
Abel Ndooka GURUKOTA revechidiki, mitambo nekutandara, Kirsty Coventry, vanoti hutungamiri hwemitambo yese hunofanirwa kurongeka uye kugadzira magwaro anoratidza hurongwa hwavo hwemakore gumi anotevera. Gurukota iri rakataura mashoko aya pamusangano warakaita…
Mwana wegomarara akashaya
Kingstone Mapupu MWANA wekuBudiriro, muHarare — wekubuda muKwayedza nguva pfupi yadarika achitsvagirwa rubatsiro rwemari yekuti anorapwa gomarara raimuzvimbisa musoro nekumeso — anonzi akazoshaya. Patience Chiota — uyo aiva nemakore mashanu…
Tsika yekurasirira
Kingstone Mapupu “DAMBUDZIKO rako iri muzukuru — rekurambwa nevakadzi — rushambwa chairwo. Iye zvino vava vangani avo vanongouya vachikutiza, vamwe vanotokutya kana ukavakanda shoko rerudo mumugwagwa umo. Zvinotopera bedzi nekurasirira…
musha wonaya tsvina yevanhu
Kingstone Mapupu MHURI igere kwaChikwaka, mudunhu reGoromonzi, inoti yasvika pakutiza musha sezvo ichioneswa chakati tende nemashiripiti ekutemwa netsvina yevanhu nyoro — iyo inotomboita zvekunaya pamwechete nematombo — midziyo yavo ichingorasirwa…








