‘Muzukuru mwana saka tinomudhaya’
Nyasha Bvudzijena MUZUKURU akapotera kudare achiti ari kuoneswa pfumvu nanasekuru vake avo vanomurova vachida kuti abve pamusha wakasiiwa naamai vake avo vakashaika. Berry Peisa akamhan’arira sekuru vake Enock Chimbendeswe nemunin’a…
‘Mukadzi wako makeke’
Nyasha Bvudzijena MURUME anogara muHarare anoti ari kushungurudzika zvikuru nekuda kwemuvakidzani wake uyo ari kubheja kuti haasi kuzorega kupfimba mudzimai wake sezvo achiti anomuda uye akamunakira. Robson Magomo akataura mashoko…
Vorwira tsvina yemunhu
Courtney Munodawafa MUDZIMAI anogara mumusha weKuwadzana, muHarare, anoti ari kuoneswa chakati tende nemuridzi wepamba paari kuroja uyo ari kumupomera kuti ane katsika kekuitira tsvina pamusuwo wemba. Rumbidzai Mupandasekwa akamhan’arira George…
Akazvigadzirira ‘coffin’ •rinochengeterwa mumuti •‘uyu ari kutotanda botso’
Kingstone Mapupu MURUME anogara mumusha weGlen View 3, muHarare, ashamisa veruzhinji veko zvichitevera kuzvigadzirira kwaakaita bhokisi (coffin) resimbi iro anoti anoda kuti mutumbi wake uzovigwamo kana azofa. VaPeter Dodzo (70) vanoti…
Zvikanzi ‘mwedzi mutete’ . . .
Kingstone Mapupu PANE chirevo chinogara chichitaurwa nevanhu mukurarama apo unonzwa vachiti, “Mwedzi mutete . . . ndosaka ari kuita zvaari kuita.” Kureva kuti pane zvinhu zvisina kunyatsomira zvakanaka zvinenge zvichiitwa…
MUCHAFARA: NAKAMBA
Abel Ndooka MUTAMBI wenhabvu wemaWarriors neAston Villa yekuEngland, Marvelous Nakamba anoti shuviro yake kuunza mufaro kuvatsigiri vese venhabvu vemuno nekuhwina mibairo mukuru yenhabvu nenyika yake. Nakamba akaita mutambi wenhabvu wechishanu…
Batsirai mwana: Anoda US$10 000
Kingstone Mapupu MHURI inogara mumusha weBudiriro 5A, muHarare, yakatarisana nedambudziko guru remwana wayo ane makore mashanu ekuberekwa uyo ari kurwara negomarara rasvika padanho rekuvhara kumeso kwake pamwechete nemuromo nemhuno. Mhuri…
Akadashurwa netsvina kumeso
Muhamed Komboni MURUME anogara kuChikanga, kwaMutare, akamiswa mudare redzimhosva reko achipomerwa kurova mumwe mudzimai nezvibhakera zvikaita kuti asare akuvara zvakanyanya mushure mekunge amurova nepamper rakashandiswa kumeso. Hilary Kudzanai Machenge (19)…
Ngatipedzei mhirizhonga
ZIMBABWE pari zvino iri pakati pekucherechedza mazuva 16 ekurwisa nyaya dzemhirizhonga kuvanhukadzi — ingave yemudzimba kana imwewo mhando yemhirizhonga iyo inokanganisa raramo yavo. Chirongwa chekurwisa mhirizhonga kuvanhukadzi ichi chinoitwa pasi…
MARARA POSE-POSE KWETE!
Chirongwa chino chakanangana nekuva neZimbabwe yakashambidzika, isina huchapa nezvirwere uye inoyevedza. Ngatibatsiranei kushambadza nharaunda dzedu. Kuti izvi zvibudirire, tinokurudzira vaverengi kwamuri ikoko kuti mutitumire mifananidzo yose yemarara yamunoona, kana vanhu…









