Wivhi ine honye yokonzeresa
Abel Ndooka VAMWE vanhukadzi vane mukurumbira svondo rino vanopa mafungiro avo pamusoro pemashoko akataurwa nenyanzvi munyaya dzeutano, Dr Solomon Guramatunhu, ekuti vanhukadzi vasarukwe wivhi (weave) mumisoro yavo sezvo rimwe vhudzi…
Seed Co yotsigira varimi veZFU
Bright Musakanda KWAISADANWA anonzwa nemusi wa30 na31 Gumiguru apo veZimbabwe Farmers Union (ZFU) vakakoromoka kubva kumatunhu ose enyika vachiungana kuMasvingo uko vaicherechedza zuva ravo repagore. Vemakambani anoita nezvekurima, vezvitoro nevemabhanga…
Dambudziko remvura rokanganisa varimi
Muchaneta Chimuka KUPISA kwakanyanya kuri kuita kunze kwokonzera kuoma kwemamwe madhamu nenzizi izvo zviri kuita kuti varimi vatambudzike panyaya yekuwana mvura yemadiridziro, yekunwa yezvipfuyo neyekuitisa mamwe mabasa akasiyana. Kwayedza svondo…
Kurera imbwa nemukaka . . .
Courtney Munodawafa CHIREVO chinoti ukarera imbwa nemukaka mangwana inofuma yokuruma chava kuzadzikiswa nenyaya yemumwe mudzimai anoti akachengeta mwana wehanzvadzi yake kubvira ari chindumurwa asi nhasi ava kumupandukira achimuti muroyi. Beauty…
Varimi vemasamba vosimudzirwa
Rumbidzayi Zinyuke VARIMI vemasamba vekuHonde Valley vanotarisirwa kubatsirika zvikuru pasi pechirongwa chehomwe yemari inosvika US$15 miriyoni yakabva kusangano rakazvimirira reEngineers Without Borders iyo ichashandiswa kuvakisa nzvimbo yavanoomesera zvirimwa zvavo, kuzvigadzirisa…
‘Manje ndinozvitaura . . .’‘MADZIBABA MAKANDIPFIMBA, INHEMA HERE?’
Kingstone Mapupu MUPOROFITA ane mukurumbira wekuChitungwiza ari kupomerwa nemumwe mudzimai kuti akamuparadzira imba yake mushure mekumutumira mashoko erudo achimupfimba apo ainge aenda kwaari achinotsvaga rubatsiro izvo zvakazoita kuti arambane nemurume…
Zvinodiwa pabvunzo
Munyaradzi Gunduza GADZIRIRO yebvunzo dzeUvaranomwe hweChiShona Zvakakosha kuti uite gadziriro yakasimba yekunyora bvunzo dzeuvaranomwe (nhetembo nenganonyorwa) – dzingave dzepakati pegore kana dzekupera kwegore. Iva nechokwadi chekuti wakaverenga ukanzwisisa mabhuku ese…
‘Ngwarirai pakugadzirwa misoro’
Daphne Machiri SANGANO rinomiririra kodzero dzevatengi, reConsumer Council of Zimbabwe (CCZ), riri kuyambira vanhu vanogadzirwa misoro kuti vangwarire kubvira pakutenga zvavanorukwa nazvo, mafuta acho uye nzvimbo dzavanorukirwa sezvo zvimwe zvacho…
Koshesai mari yedu
BHANGA guru renyika reReserve Bank of Zimbabwe svondo rino rakazivisa kuti mari itsva yema$2 esimbi ichatanga kushandiswa neveruzhinji kutanga nemusi weMuvhuro unotevera. Mari ye$2 itsva iyi, ne$5 yebepa – iyo…
Basa revanhu vaMwari mungano
Munyaradzi Gunduza NGANO dzaivepo kuchengetedza vanhu vaMwari, tsigira pfungwa iyi nengano shanu dzinobva mubhuku iri. [25] Mungano vanhu vaMwari zvinoreva vanhu vanotarisirwa pasi vakaita sezvirema, mapofu, chembere, harahwa pamwe chete…







