KUMAHOSITERI: TSVINA INOITIRWA MUMIGOMO. . . yozoshapudzirwa panze

Muchaneta Chimuka VAMWE vagari vekuUnit G, kuChitungwiza, kudzimba dzinozivikanwa nekuti “Kumahositeri” vari kuita tsika yekuitira tsvina neweti yavo muzvikweshe, mumigomo kana mumabhaketi iyo yavanozorasira panze nepamahwindo vachinyangadza nharaunda. Kuita kwevanhu…

Mari itsva youya neMuvhuro

Africa Moyo MARI itsva yema$2 bond esimbi ichatanga kushandiswa neveruzhinji kutanga nemusi weMuvhuro uri kutevera. Izvi zvakaziviswa naGovernor vebhengi renyika reReserve Bank of Zimbabwe, Dr John Mangudya, kuburikidza nechinyorwa chakabva…

Madhokotera 77 akadzingwa mabasa

Paidamoyo Chipunza naFarirai Machivenyika HURUMENDE inoti iri mubishi kugadzirisa mamiriro ezvinhu muzvipatara zvinoshandiswa neveruzhinji kuti zvishande zvakanaka zvichitevera kudzingwa mabasa kwemachiremba 77 avo vairamwa basa zvisiri pamutemo. Izvi zvakaziviswa negurukota…

Vana 7 000 vakamitiswa………. Mash Central ndiyo iri pamberi

Muchaneta Chimuka VANA vanosvika chipo che7 000 munyika yose vanonzi gore rapera vakasiira chikoro panzira mushure mekunge vabata mimba. Pavanasikana vechikoro 6 786 munyika yose vakapihwa pamuviri, 367 ndeve kupuraimari…

Murungu orova musambo wedeze

Kingstone Mapupu MUDZIMAI wechichena  anobva kuPoland ari kugara munyika muno akaburitsa dambarefu remusambo wembira kana kuti deze rine nziyo makumi maviri nembiri zvichitevera kufarira kwaanoita chivanhu netsika dzevatema. Klara Wojtkowska( ari…

Itori mhosva iyoyo: EMA

Muchaneta Chimuka SANGANO rinoona nezvekuchengetedzwa kwenharaunda, reEnvironmental Management Agency (EMA), rinoti kurasira tsvina kana marara pose-pose imhosva huru inoendesa munhu kujeri kana kubvisiswa faindi. VaGilbert Mugunzva, avo vanova environmental officer…

Kunyora mazwi muhuzhinji

Ticha danga MUTAURO wedu wakapfuma chose uye unodadisa kana tichitevedzera mataurirwo awo akanaka. Tinozouvhiringidza paya patinotadza kuutaura nemazvo. Zvinyorwa zvevana zvinovhiringidzwa naiko kusatevedzera zvinodiwa muchiShona chamandorokwati. Vana vazhinji vanopedzisira vovaka…

‘Nhabvu inoda vatsigiri vemari’

Abel Ndooka ZVIKWATA zvenhabvu zvinokwikwidza muCastle Lager Premiership zviri kukurudzirwa kuti zvitsvage vanozvitsigira nemari kana zvichida kuti zvirarame muPSL. Kurudziro iyi yakaitwa nemutariri wePremier Soccer League, Kudzai Bare, nemusi weMuvhuro…

Akarovera mukadzi mapiritsi

Nomvelo Siziba MURUME wekuVictoria Falls akamiswa mudare reko nemhosva yekuzvambaradza kurova mudzimai wake mushure mekunge aona mapiritsi aive pasi pepiro muimba yavo yekurara. Maxwell Nyoni (51) wepa1249 Aerodrome akarova mukadzi…

Vanorarama nehusope votaura

Daphne Machiri SANGANO rinorwira kodzero dzevanhu vanorarama nehusope, reAlbino Trust of Zimbabwe, riri kuita zvirongwa zvekuvandudza raramo yavo izvo zvinosanganisira kuumbiridza mhuri nechinangwa chekuti vagare zvakanaka munharaunda dzavo uye pasina…

×