Vakavhenekwa gomarara

Muchaneta Chimuka BHANGA reEcobank riri kubatsira veruzhinji kuburikidza nekuita mabasa ekudzorera kunharaunda dzarinoshandira uye nguva pfupi yadarika rakayamura vagari vekuBudiriro, muHarare, nezvirongwa zvekusimudzira utano hwavo. Vagari veuku vakavhenekwa zvirwere zvisingatapuriranwe…

‘Nditengeserewo mwana’

Nyasha Bvudzijena VANHU vaive mudare vakakatyamadzwa zvikuru apo mumwe mudzimai anoti aimbove murume wake anoda kuti amutengesere mwanasikana wavo wavakaita vachiri kugara vose. Tendai Munodawafa akataura mashoko aya muHarare Civil…

Newewo usadzime magetsi erudo

Ignatious Mabasa NDINOFARIRA imbwa zvikuru. Ndinofunga kufarira kwangu imbwa kunobva pakuti chinhu chipenyu chekutanga muhupenyu hwangu chandaiti ndechangu yaive imbwa yangu yainzi Jet. Handizive akandipa Jet, asi ndichiri kurangarira kuti…

Angova madirativhange

Ticha Danga NGUVA ino yava yekuti fare-fare tindike. Tinofanirwa kuziva kuti mukana wekumborova bhora rechikweshe neshamwari wakavhurirwa nekuda kwekupera kwebvunzo, asi hatibva tati hweshe, pada, nhodo, arauru nedunhu ndizvo zvabva…

TITSIGIREI: KWINJI 15

Abel Ndooka MURAIRIDZI wemaMighty Warriors Sithethelelwe “Kwinji 15” Sibanda anoti nhabvu yemadzimai yemuno inoda rutsigiro rwakasimba kuti igosimukira sezvaita yekune dzimwe nyika. Muhurukuro neKwayedza, Kwinji 15 anoti nhabvu yemadzimai haisi…

China yobatsira vanotambura

Muchaneta Chimuka VABEREKI vane vana vakaremara mitezo avo vanova nhengo dzesangano reZimbabwe Parents of Handicapped Children Association (ZPHCA) svondo rapera vakasara vaine kufara kukuru zvichitevera rubatsiro rwechikafu nezvimwe zvinhu zvekushandisa…

Mukadzi hutu nababa ve‘panext-door’

Milcah Nhakura MUMWE murume anoti akagurwa kunorira nemuvakidzani wake uyo waanoona sababa uyo akamutorera mudzimai wake. Izvi zvakabuda mudare reHarare Civil Court apo Tendai Chitambu akamhan’arira Zhuwao Kachoro achiti ari…

Vamwene, muroora nasahwira tiba

Courtney Munodawafa MUROORA akapotera kudare achida gwaro rerunyararo kubva kuna vamwene vake neshamwari yavo avo vaanoti vari kumupomera kuti ari kufamba achitaura mashoko ekuti mwana wavo mucheche haasi wavatezvara vake,…

Tengai nehungwaru: CZR

Malven Mugadzikwa SANGANO revemabhizimisi ezvitoro, reConfederation of Zimbabwe Retailers (CZR), rinoti vatengi vanofanirwa kutenga zvinhu zvavanenge vachida nehungwaru sezvo kuine mamwe makoronyera ari kutora mukana wekuoma kwezveupfumi munyika kuti akwidze…

Siyanai naMadam Boss: Vaverengi

Abel Ndooka VATSIGIRI vanotevera Tyra Chikocho – uyo anozivikanwa saMadam Boss – vari kupa mafungiro avo akasiyana-siyana zvichitevera kubuda kwaari kuita achizvishambadza padandemutande apo akapfeka mbatya dzekutuhwinhisa uye pamwe aine…

×