Vopunduka nemabhindauko

Muchaneta Chimuka NHENGO dzesangano rePadare/Enkundleni/Men’s Forum on Gender idzo dzinosanganisira varume vari kurarama neutachiona hweHIV nevasiri voita mabhindauko ekurima miriwo yakasiyana senzira yekusimudzira utano hwavo pamwe nekuraramisa mhuri kuKariba.

Mai voruma mwana

. . . vachimunwa ropa . . . angova maronda Kingstone Mapupu MUKADZI wechidiki anogara mumusha weWhitecliffe South, muHarare, ari kureurura kuti kana shavi rake ramubata, anoruma mwana wake chindumurwa…

Ravira chitaka chemombe

USAVI hwechitaka chemombe mudya ndakasungwa kana huchinge hwabikwa zvine hunyanzvi uye hunonzi hunobatsira zvikuru panyaya dzekusimudzira utano.

Chirongwa chezvipfuyo choparurwa

Andrew Muvishi MUTUNGAMIRIRI wenyika President Mnangagwa nemusi weChina chino vari kutarisirwa kuparura chirongwa chekudzoreredza zvipfuyo, cheLivestock Revitalisation Programme, pachikoro cheGandauta Primary School chiri kuChiadzwa, kwaMarange, kuManicaland.

varume vochemedzwa nevakadzi

‘Hazviite kumhan’ara’  ‘Unosekwa nevanhu’  ‘Unongofa unyerere’ Kingstone Mapupu KUBVIRA kare, vanhurume ndivo vanozivikanwa nembiri isina kunaka yekurova madzimai avo kana vachinge vatadza kuwirirana mudzimba.

Makore 50 mujeri vaba mombe

Fortunate Gora ari kuCHINHOYI VARUME vaviri vekwaZvimba vekubatwa nemhosva yekuba mombe nomwe munharaunda vakatongerwa kunodya sadza remahara kujeri kwemakore makumi maviri nemashanu pamumwe nemumwe wavo nedare reChinhoyi Magistrate Court. Earnest…

Mufundisi otsotsa murwere

Kingstone Mapupu MURUME wekwaMurambinda, kuBuhera – uyo ari kurarama ura hwake huri kunze kwedumbu nekuda kwekuvhiiwa kwaakaitwa nemachiremba pachipatara cheHarare Central Hospital – ava kubatsirwa neveruzhinji nemari yekuti aenderere mberi…

MAONERO EDU: Ngwarirai njodzi Zhizha rino

MWAKA uno weZhizha unofarirwa nevanhu zvikuru nekuda kwezvikonzero zvakasiyana uye vamwe sevarimi vanouda nekuti mvura inenge ichinaya zvinoita kuti vakwanise kurima, nyika yova nemaguta.

Mupurisa akaba $90 000

Fortunate Gora ari kuCHINHOYI MUPURISA wekuChinhoyi uyo aishanda safinance assistant kuZimbabwe Republic Police (ZRP) anonzi akatiza munaZvita gore rapera mushure mekuba $90 000 yebasa asi ndokuzobatwa svondo rapera ari paimwe…

zfc yakadyara miti paSt David Primary

GORE rino ZFC Limited yakabatana nenyika yose mukucherechedza zuva guru rekudyarwa kwemiti reNational Tree Planting Day.

×