Zvinhu zvinoshoreka

Munyaradzi Gunduza TSANANGURA zvinhu zvaungati ndizvo zviri kushoropodzwa nemunyori maererano neupenyu hwemazuva ano muna Kereke Inofa. [25]

Zvinovaka pakati, magumo engano

SVONDO rino tinopedzisa mamiriro engano. Pakati:

Nhai Alfred, wave kuenda kupi tisati tasvika kumba?

MUMWE murume akakwira kombi nemudzimai wake ane pamuviri. Mukadzi akanga akabata kandumurwa, uyuwo murume akabata chisikana chine makore angaite matatu.

‘Munhu anorarama ura huri kunze kwedumbu’

Munyori weKwayedza CHAMANGWIZA wechipatara cheHarare Central Hospital, Dr Nyasha Masuka, vanoti vanhu vanenge vaine chirwere chekuwora ura vanogona kuvhiiwa, ura hwacho hwosiiwa huri kunze kwedumbu sezvaikaitwa kumurume wekwaMurambinda, kuBuhera, uyo…

Maticha 2900 odiwa

Fortunate Gora ari kuCHINHOYI DUNHU reMashonaland West riri kuda mamwe maticha anosvika 2 938 kuti huwandu hwevadzidzisi hukwanirane nevana. Vakawanda vevarairidzi vari kudiwa ndeveEarly Childhood Development (ECD).

Mukadzi wemuridzi haakechwe . . .‘3 weeks’ angori ‘pahasha’

Onzi aripe mombe 10 Kingstone Mapupu MURUME wemuHarare — nyakudanana nemudzimai weshamwari yake achifunga kuti zvakanaka zvakadaro — ava kuzvidemba sezvo achiti asvitsa masvondo matatu achingonzwa kuda mukadzi izvo zvakonzera…

PSL yotanga August

Abel Ndooka SANGANO rePremier Soccer League iro rinoronga mitambo yeCastle Premiership rinoti riri kuronga kuti kutanga mwaka unotevera nhabvu yemuno igotanga kutambwa kubva munaNyamavhuvhu ichizopera Chivabvu wegore rinenge richitevera ra2020.

Mubereki-mwana, hurukuro yakakosha

CHIRONGWA chekuita hurukuro pakati pevabereki nevana icho chinozivikanwa nekuti Parent-Child Communication Programme (PCC) chorumbidzwa zvikuru nekubatsira kwachiri kuita vabereki kukurukura pamusoro penyaya dzine chekuita nebonde pamwe neutano hwesikarudzi nevana vavo.

njuzu pakati pe‘town’?

‘Yakayanika marokwe’… ‘Ikatorwa nemapurisa’ Ray Bande  ari kwaMUTARE MAROKWE akaonekwa akaturikwa patambo dzemagetsi mumugwagwa Herbert Chitepo Main Street, kwaMutare, nemusi weChishanu svondo rapera akonzera kutaura uko kwapararira semoto wesango vamwe…

vozvipinza chikoro. . . vachibatsirwa neSister 2 Sister

Muchaneta Chimuka VANASIKANA vane chitsama vanobva kumhuri dzinotambura kuMhangura vari kuzvipinza chikoro kuburikidza nemabhindauko avari kuita vachibatsirwa nesangano rakazvimirira, reSister 2 Sister.

×