Kana usisatye zvinotyisa, newewo wave kutyisa
naIgnatius Mabasa NGATITI uri kufamba zvako uchitarisa kuti munda wako wenzungu wakasakurika zvakanaka here. Uchifamba kudaro wobva waona nyoka munzungu, zvekuti unorohwa nehana wosvetukira kumashure kuti utize. Asi nyoka iye…
0-LEVEL — KEREKE INOFA: Tsekwende kuvatambi
naMunyaradzi Gunduza TSANANGURA matambudziko mashanu anowira vatambi muna Kereke Inofa. [25] Vatambi vanosangana nematambudziko ekutapurirwa chirwere cheshuramatongo. Izvi zvinobuda kuna Beauty naSusan pavanenge vari muchipatara cheWest End vasiri kuwirirana nezvechikomba…
O-LEVEL — KUDA MUHONDO: Zvinodzidzwa murungano
Munyaradzi Gunduza ZVIDZIDZO zviri maererano nehondo yeChimurenga. Mumwe anokwanisa kuti akadzidza zvinhu zvakafanana nezvinotevera: Ndakadzidza kuti vachena vaive nerusarura – vanhu vatema vaibatwa zvakasiyana nevamwe verudzi rwechichena. Vatema vainzi vagare…
‘Siyanai nehuwori
Malven Mugadzikwa MUIMBI ari kusimukira mumusambo weSungura, Cloud Mugasa, uyo anoimba nechikwata cheParuwere Super Sounds, anoti veruzhinji vanofanira kusiyana nenyaya dzehuwori sezvo dzinodzosera shure budiriro yehupfumi hwenyika.
Kurima hanyanisi zvinodakadza
Clemence Mucharedzeyi TINOKUKWAZISAI varimi kwese kumativi mana enyika uko kwamunobata basa muri rinoita kuti nyika yeZimbabwe igute. Vhiki rino tauya nechirimwa chinoita kuti kudya kuendeke zvakanaka, chirimwa chehanyanisi.
Vision 2030: Makoreji osandura mashandiro
Tandayi Motsi HURUMENDE iri mushishi kuvandudza zvidzidzo zvemabasa emawoko zvinoitwa nevechidiki 7 868 vari mumakoreji 72 ari muZimbabwe nedonzvo rekuti kuburwe vadzidzi vanozobatsira mubudiriro yenyika zvichienderana nechiono cheVision 2030 chekusimudzira…
Vokumurwa hembe ‘nezvinhu’
Kingstone Mapupu MHURI inogara kudzimba dzeCABS, kuBudiriro 5, muHarare, yapererwa nemazano angabatsira mwanakomana wavo uyo ari kungorumwa zvekusara akadhindika mazino, kuswinywa nekubviswa mbatya nezvinhu zvisingaonekwe.
Akaurairwa pamba nenzou
Munyori weKwayedza MUKADZI aizvifambira ari oga mumusha weNyamhunga 2, kuKariba, anonzi akasangana nenzou ava padyo nekusvika pamba pake iyo yakazomurwisa ndokumutsika-tsika achibva azonofira kukiriniki yeko.
Opomerwa kuba $91 000
Muchaneta Chimuka MURUME wekuChitungwiza akamiswa pamberi pedare reHarare Magistrates’ Courts nemhosva yekuba $91 000 yemuridzi iyo yaainge akachengeteswa. Mutongi wedare iri, Victoria Mashamba, akati musungwa Abel Chakamanga (35) wepanhamba 24…
A -LEVEL — KUDA MUHONDO: Gwara rehondo
Munyaradzi Gunduza TINOPFUURIRA mberi nematambudziko anosangana nevanhu munguva yehondo.







