Mbavha yakatadza kutaimira
Muchaneta Chimuka MURUME wekuChitungwiza akaigochera pautsi apo akapaza imba yevaridzi achifunga kuti vainge vasipo, ndokubatikidzwa achangopinda izvo zvakaita kuti asungiswe.
Kana zviri zvako, ko vamwe zvinei navo?
naIgnatius Mabasa NHASI regai imbwa imbopfeka hembe. Asi kana imbwa yapfeka hembe, muri kuda kuti ipfeke dzakaita sei?
Vanababa musadaro!
SVONDO rapera bepanhau reKwayedza rakaburitsa nyaya inokatyamadza zvikuru — nyaya iri pamusoro pemudzimai wekuMbare, muHarare, uyo anonzi akaita chipo chegore rose achinyepera murume wake waanogara naye kuti mwana waainge asununguka…
Nyaya nemadingindira
Munyaradzi Gunduza TSANANGURA madingindira anowanikwa mumutambo Kereke Inofa. [25]
Upenyu hwanhasi nehwakare
Ticha Danga KANA bvunzo rapera kunyorwa muzvikoro, varairidzi vegwaro rechinomwe vanotarisirwa kuti vagadzire chinyorwa chinoburitsa zvichaitwa navana apo vanouya kuchikoro vachimirira zvinobuda pabvunzo izvo zvinowanzouya gore ronopenderwa. MuchiRungu inonzi “post-exam…
Vopunduka nekuuchika mombe
Kingstone Mapupu VARIMI vaviri vechidiki vekudunhu reBindura, kuMashonaland Central voita mukurumbira wekuuchika mombe vachikavanisa mhando dzakasiyana.
‘Vabereki tsigirai vana’
Malven Mugadzikwa MUKURU wedzidzo mudunhu reHarare, VaChristopher Kateera, vanoti vabereki vanofanira kutsigira vana vavo zvakakwana muzvikoro sezvo iri iyo nzira inoita kuti vafarire kudzidza zvose nekuti vave nehunhu nekugadzirira ramangwana…
‘Rimai mbeu dzinoshingirira muzuva’
Kingstone Mapupu VARIMI vari kumatunhu asinganaye mvura zvakanaka munyika muno vokurudzirwa kuti varime mbeu dzinoshingirira muzuva, zvikuru mwaka unotevera apo nyanzvi dzezvemamiriro ekunze dziri kuti Zimbabwe yakatarisana nekushomeka kwemvura yekunaya.
Kobo, munhu ndiye tasa!
Gibson Mhaka N’ANGA inoita zvehutsikamutanda inonzi yakafa iri pabasa apo yakarumwa nemukweshwa wenyoka iyo yakamukurira simba paainge achichenura mumwe musha uri mubhuku raMafuriranwa, kwaNemangwe, kuGokwe.
Muporofita wemubako akazofa
Kingstone Mapupu MUPOROFITA uye weJohane Masowe yeChishanu – wekubuda munhau achinzi akamedzwa nebako apo akanonamatira mugomo rinoyera kwaMambo Makope, kuChiweshe achida kuwedzera masimba – anonzi akazofa mushure mekuita nguva achirwara…




