Grade 7: Mitupo, zvidawo namadzinza

Ticha Danga KWATAKABVA mitunhu, anodaro mumwe muimbi. Kuti tizosvika patiri nhasi uno, tikacheuka shure kwatabva tinoona makomo nemakomo nemikwidza iyo takasusukidza kusvika patiri pano.

Musatambe nemadhaka!

VERUZHINJI muZimbabwe pari zvino vari kugunun’una zvikuru nenyaya yekukwira kuri kuita mitengo yezvinhu zvinosanganisira mafuta edzimotokari, mari yezvekufambisa, zvekudya nezvimwe zvinoshandiswa mazuva ose.

Akazvamburira mudzimai $4

Muchaneta Chimuka MURUME wekuChitungwiza akamiswa pamberi pedare reko achitarisana nemhosva yekurovera mudzimai wake $4 iyo anonzi akanga atora pasina mvumo yake achienda kunogadzirisa nhare yake.

O’Level-Kuda Muhonndo: Kuda anoda Chimurenga

Munyaradzi Gunduza VANHU vepamba pavanaKuda vanoda hondo chaizvo zvinoita kuti vapate musha vasingadi kuwana chavaitaura nemasoja izvo zvinokonzera kuti vazopisirwa musha vahwanda muchikomo.

$2 800 chikwereti chemendenenzi

Muchaneta Chimuka MURUME wekuNorton akamiswa mudare reChitungwiza Magistrate’s Courts neaimbova mudzimai wake achipomerwa mhosva yekusabhadhara mari yemendenenzi izvo zvaita kuti chikwereti chake chisvike $2 880.

murume hutu nasisi

Gamuchirai Muzanenhamu VANHU vaiva mudare vakashamisika apo vakanzwa kuti mumwe mudzimai akasiyira munin’ina wake murume achityira kuti angatizwe apo akaenda mhiri kwemakungwa asi iye zvino avo kumuda sezvo akadzoka.

‘Chingwa chichadzoka pa$1’

Bulawayo Bureau MUTENGO wechingwa unogona kudzika uchidzokera pa$1 kubva pa$1,10 pawava mumasvondo ari kutevera.

Nhopi yemanhanga

NHOPI yemanhanga inhapitapi kana ichinge yabikwa zvine hunyanzvi uye kudya kune mapuroteni nemacarbohydrates. Svondo rino Mbuya Vivian Munongi vekuHurungwe vanotitsanangurira mabikirwo enhopi iyi.

Mitambo kumaruwa yosimudzirwa

Abel Ndooka SANGANO rakazvimirira reFunani Foundation rosimudzira vechidiki vekumaruwa vane matarenda mumitambo yakaita secricket, rugby, nhabvu, tenesi nehockey kuburikidza nekuvapa zvekushandisa pamwe nekuvadzidzisa.

Mwana ‘wamisisi’ in’anga

Kingstone Mapupu N’ANGA yemukadzi wechichena anova chizvarwa chekuPoland — iyo inosvikirwa nemudzimu watateguru wayo Shumba Masibanda — inoti yakauya muZimbabwe nechinangwa chekuti idyidzane nedzimwe n’anga dzemuno apo iri kudzidziswawo mishonga…

×