Nyama yembwa kunaka: Vobvubvudzana kuitenga
Belinda Moyo naThandeka Matebesi HAAUWANDU hwevanhu vari kufarira nyama yembwa huri kuwanda paimwe nzvimbo iri pedyo neWestgate, kuBulawayo, uko kune murume ari kuita bhizinesi rekutengesa nyama iyi.
Ndezvenhando izvo: Warren
PUROMOTA waTyson Fury, Frank Warren, anoramba mashoko ekuti mutambi wetsiva uyu – uyo anozivikanwa saGypy King – ave kubuda mumutambo weWorld Heavyweight Super-fight uyo acharwa naDeontay Wilder achiti ndeenhando.
mupositori akanwisa vana vake ‘poison’
Kingstone Mapupu MUPOSITORI weJohane Masowe yeNguwo Tsvuku Nyenyedzi Nomwe wekwaChinhamora, kuDomboshava, ari kunzi akadya magaka mambishi apo mwana wake akatambisa muteuro wake wenhombo yaigara yakaiswa muchoto zvikaita kuti apise mwana…
‘Handina kubhinya mwana…’: ‘zvikwambo zvinobata chibharo’
Sukulwenkosi Dube-Matutu ari kuGWANDA MURUME wekuKezi ane makore 52 okuberekwa —uyo ari kupomerwa kubata chibharo mwanasikana wake ane makore 11 kaviri — ari kuramba mhosva iyi achiti mwana uyu akabhinywa…
Ndinotsigira pairesi: Mkwamba
Daphne Machiri MUIMBI akamboita mukurumbira makore adarika nekambo kanonzi Bhonasi – Patrick Mkwamba – anoti haaone pane chakaipa kana mhanzi yake ikatengeswa pamusika wemukoto nenzira yepairesi sezvo achiti izvi zvinoita…
Eboue odzoka munhabvu
AIMBOVE mutambi weArsenal, Emaanuel Eboue (35), anogona kudzoka munhabvu achitambira LA Galaxy, makore maviri apedzisira kutamba nhabvu.
Apo wapakurirwa tsvina mundiro
Ignatius Mabasa NEZURO ndakanzwa mumwe munhu akanga asiri kufara achiti akatumirwa maWhatsApp meseji sikisi ezvinyadzi. Uku ndiko kubvuma kupa munhu ari kupakura tsvina ndiro yako kuti akupakurire kunhuhwa.
‘Tiri kusimbaradza ruzivo rwemabasa’
Daphne Machiri GURUKOTA redzidzo yepamusoro, sainzi nekuvandudzwa kweruzivo rwemichina, Professor Amon Murwira, vanoti Hurumende yakazvipira kusimudzira ruzivo rwesainzi pamwe nemabasa emaoko kuburikidza nekuvakisa mizinda yekuitira zvidzidzo izvi muzvikoro zvepamusoro pasi…
Africa yasvinura
SVONDO rino tinoenderera mberi nekupedzisa mubvunzo watakatanga svondo rapfuura unoti;
‘Handina kubhinya mwan’: ‘zvikwambo zvinobata chibharo’
Sukulwenkosi Dube-Matutu ari kuGWANDA MURUME wekuKezi ane makore 52 okuberekwa —uyo ari kupomerwa kubata chibharo mwanasikana wake ane makore 11 kaviri — ari kuramba mhosva iyi achiti mwana uyu akabhinywa…






