Shamwari dzorwira murume

Gamuchirai Muzanenhamu NYAYA yekutsabvurirana murume yakaparadzanisa hushamwari hwaive pakati pemadzimai maviri uye vakazopedzisira vasvitsana kumatare edzimhosva.

Bhodho renyama bheu, mufaro hwa!

naIgnatius Mabasa TAIVE nemabiko uye mhuri yese yakanga yakaungana pamusha. Nyaya dzakanga dzichitsva, vanhu vachiseka uye madzimai achiita chikuwe.

‘Tora hako murume, inini ndachembera’

Gamuchirai Muzanenhamu VANHU vaive mudare vakakahadzika apo mudzimai wekupomerwa kuti ari kushungurudza mumwe mukadzi akati iye haana basa nekuti ari kudanana nemurume wake sezvo iye achembera uye anotoda kuti auye…

‘Mai vemwana siya chipfambi’

Gamuchirai Muzanenhamu VAMWE samusha vakaendesa mudzimai wavo kudare vachida kuti amiswe kuita chipfambi uye kuterera zvavanotaura pamba.

Murume nemudzimai vonetsana . . .‘unza ndiverenge zviri mufoni yako’

Gamuchirai Muzanenhamu NYAYA yemameseji anonzi ari munhare yemumwe mudzimai — ayo aari kuramba kuti murume wake aone — yakamutsa bongozozo rakaita kuti vapedzisire vasvitsana kumatare edzimhosva.

Bumbiro rava mumitauro 16

Daniel Nemukuyu BUMBIRO remutemo reZimbabwe rave kuwanikwa mumitauro 16 yemuno nedonzvo rekuti munhu wose ange achinzwisisa nyaya dzemitemo pasina zvibingaidzo.

Kudetemba nezvidavado

Munyaradzi Gunduza UCHISHANDISA nhetembo dzemadzinza, buritsa padzinodetembwa nezvidavado zvinoshandiswa madziri. [25]

Runyararo muZim: Seke Mutema

Malven Mugadzikwa ZVIZVARWA zveZimbabwe zvokurudzirwa kugarisana murunyararo zvisinei nekusiyana kwemafungiro uye kushanda pamwe chete mubudiriro yenyika. Kurudziro iyi yakaitwa nemuimbi ane mukurumbira mumusambo weJazz – Noel ‘Seke Mutema’ Tsungai Murerwa…

‘Tiri kufira mafufu segonzo’

Muchaneta Chimuka MUIMBI wechidiki wemusambo weReggae ari kusimukira ochema-chema nekushaya rutsigiro rwakakwana kubva kuvatsigiri izvo anoti zviri kuita kuti vamwe vavo vawanikwe vachifira mafufu segonzo. Genius Mutopo (35) wekuMabvuku, muHarare …

us$ 10000 ine ‘juju’ musango…‘Imari yakarasirirwa’

Kingstone Mapupu VANHU vagere mumisha iri pedyo nemabhizimisi eMatete, kwaMusami, mudunhu reMurehwa, vanoti vakasangana nemashura apo vakaita nguva refu vachiona mari yemaUS$ yakawandisa, hari yakamonerwa nemachira, nebanga rebakatwa zvakaraswa pakati…

×