‘tagadzirira kunovhota’
Muchaneta Chimuka VERUZHINJI vemazera akasiyana vanoti vagadzirira kuvhota murunyararo musarudzo dzenyika idzo dzichaitwa nemusi weMuvhuro 30 Chikunguru. Kwayedza svondo rino yakaita hurukuro nevanhu vakasiyana avo vanoti vari kufara zvikuru kuwaniswa…
njere dzakapinzisisa!
Mwana (6) ava Grade 4 Form 6 achaita ne15 yrs Muchaneta Chimuka NEKUDA kwenjere dzake idzo dzakapinzisisa, kamwana kemuHarare kane makore matanhatu ekuberekwa katova kuita Grade 4 mushure mekunge kadarikiswa…
Vava nemadhigirii ekuimba mimhanzi
Daphne Machiri GURUKOTA redzidzo yepamusoro, sainzi nekuvandudzwa kwemichina, Professor Amon Murwira, vanoti veruzhinji havafanire kutarisira pasi indasitiri yezvemimhanzi sezvo kuine vakawanda vari kurarama kuburikidza nemagitare. Vakataura mashoko aya svondo rapera…
Dzimba dzeEcd itsva paBlakiston
Muchaneta Chimuka CHIKORO cheBlakiston Junior School chiri muHarare chiri kuramba chichisimukira munyaya dzezvivakwa rinova danho rinokurudzirwa neHurumende munyaya dzedzidzo.
Tinoda runyararo: Vaimbi
Abel Ndooka VAIMBI nevanoita zvemitambo yekufadza veruzhinji vari kukurudzira zvizvarwa zveZimbabwe kuti zvinovhote murunyararo musarudzo dzenyika dziriko musi weMuvhuro, 30 Chikunguru. Svondo rino Kwayedza yakaita hurukuro nevaimbi nevanoita zvemitambo, avo…
Varimi venzungu vosimudzirwa
Kingstone Mapupu MUZVINABHIZIMISI wepanzvimbo yeMuzokomba Towship, kuBuhera South osimudzira kurimwa kwenzungu mudunhu iri kuburikidza nekutenga chirimwa ichi kubva kuvarimi uye nekugaya nzungu idzi kudziita dovi.
Pamushana yakabvuta mukombe
Abel Ndooka PAMUSHANA High School ndiyo yakahwina mukombe weNASH Stella Tea Under-17 Netball Tournament mushure mekukunda Mpompoma High School 21-14 mufainari yainakidza kukunda ngoma kurira iyo yakatambirwa paPamushana High School,…
‘Unzai vana vaongororwe njere’
Muchaneta Chimuka MUKURU wezvedzidzo mudunhu reHarare Metropolitan Province (Provincial Education Director), VaChristopher Kateera, vari kukurudzira vabereki kuti vashandise zvizere chikamu chebazi rezvedzidzo yepuraimari nesekondari chinoona nezvekuongororwa kwenjere dzevana – kungava…
mhuri isina shamwari, kana hama
‘Tinoziva Zanu-pf’ Kingstone Mapupu KANA kuri kumhuri yaKempton Mutambara, chakabaya chikatyokera!
MAONERO EDU: Runyararo pasarudzo!
NEMUSI weMuvhuro unouya, 30 Chikunguru, zvizvarwa zveZimbabwe zvichanovhota musarudzo dzinoratidza kuti dzichaitwa murunyararo uye pasina kubiridzira. Sarudzo idzi ndedzekutsvaga mutungamiri wenyika, nhengo dzedare reParamende pamwe chete nemakanzura. Zvisati zvakamboitika muZimbabwe…











