Mapurisa tagadzirira: Matanga
Muchaneta Chimuka MASANGANO anorwira kodzero dzevanhukadzi ari kushanda pamwe chete nemapurisa eZimbabwe Republic Police (ZRP) mukurwisa nyaya dzemhirizhonga idzo dzinogona kusangana navo munguva yesarudzo dzenyika. Masangano aya akaita musangano wakapindwa…
Kanga huku yechibhoyi
HUKU yechibhoyi — iya inodaidzwa kuti road-runner — ine mumwe munakiro une musiyano neidzo dzinopfuirwa nyama nekuti inodya zvekutsvara-tsvara.
Ndinotenda vatsigiri: Holloway
MAX Holloway akatenda Conor McGregor nevatsigiri vemutambo weMMA nemashoko esimbaradzo avaimutumira zvichitevera kubuda kwaakaita mumutambo weUFC 226. Shasha yeFeatherweight iyi ange achifanirwa kurwira kuchengetedza bhande rake svondo rino apo aitarisirwa…
Muzinda unovheneka zvirwere wakavhurwa
Muchaneta Chimuka GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr David Parirenyatwa, nguva pfupi yadarika vakaparura muzinda wemichina inovheneka mitezo yemuviri, yeRadiology and Magnetic Resonance Imaging (MRI) muHarare iyo ichabatsira mukusimudzira nyaya dzeutano…
Matsotsi ane danga remombe musango
Muchaneta Chimuka VARUME vaviri vekuBeatrice vakamiswa pamberi pedare reChitungwiza Magistrates’ Court vachipomerwa mhosva yekuba mombe 14 dzinokosha $10 700 idzo vaitengesa vachidzichengetera mudanga ravaive vavaka pakati pesango. Kevin Chimombe (48)…
Chinos ava ne’band’
Kingstone Mapupu NHENGO yeZANU-PF iri kukwikwidza musarudzo dzeNational Assembly kudunhu reBuhera South, Cde Joseph Chinotimba, vakavamba chikwata chemimhanzi icho chinovaraidza vanhu vanoda zvemafaro pachena ikoko.
Kurunga chiShona netsumo dzakadzama
Ticha Danga NARWO narwo rwiyo rwedu rwekukodza mutauro wedu kuitira kuzadza matura edu pakupera kwegore. Tinoda kugara takazara neruzivo kuitira kana rwodiwa tinenge tongoita kuodzvora nekuti tinenge tiinazvo. Ngaave manenji…
Akabatwa ne zesa ari pabhasikoro
Muchaneta Chimuka KUDOMBOSHAVA kune murume akafa mushure mekubatwa nemagetsi svondo rapera apo aichovha bhasikoro rake paZimbiru Business Centre. Mutevedzeri wemutauririri wemapurisa kudunhu reMashonaland East, Assistant Inspector Tendai Mwanza, vanotsinhira nezvenjodzi…
‘Amai teverai baba muguva’
Gamuchirai Muzanenhamu MUMWE mudzimai anoti ari kuoneswa ndondo nemwanakomana wake uyo anomurova pamwe nekumuudza kuti kana achinge aneta nezveupenyu, ngaatevere murume wake akafa muguva. Nyazani Chipangure akaendesa Emmerson Luundi kuHarare…
Ziva gomarara remuura
Muchaneta Chimuka SANGANO rinorwira kodzero dzevanhukadzi, reWomen’s Action Group (WAG), rinoti veruzhinji vanofanira kuve neruzivo rwakadzama pamusoro pegomarara remuura (colon cancer) iro rinobata hura hukuru (large intestines) kusvika kunzvimbo inoburitsa…





