Kuchanaya mvura yakawanda: msd
BAZI rinoona nezvemamiriro ekunze, reMeteorological Services Department (MSD), riri kuyambira veruzhinji nezvemvura yakawanda iri kutarisirwa kunaya ichizokonzera mafashamu mune dzimwe nzvimbo dzenyika kusvika svondo rinouya.
Grade 7: Tsamba imhando yerondedzero
Ticha Danga PANORAIRWA mwana wamambo newewo muranda terera. Ibva wati nzeve ngwangwangwa nokuti vana vamambo vanopiwa rairo yekuti vasazowanikwe vachiita zvisizvo izvo zvinogona kuzonyadzisa mambo. Dzidziso yavo inoitwa nemazvo kuitira…
$10 000 yekurwisa gomarara
Malven Mugadzikwa KAMBANI yeZimpapers Group nemusi weChipiri svondo rapera yakapa $10 449 kusangano reIsland Hospice and Healthcare yekutsigira zvirongwa zvekurwisa chirwere chegomarara. Vachitaura pakugashidza mari iyi, chamangwiza weZimpapers,
Magaro, zvigaro, kugara, kugarisana nekugarirwa
HANDISI nhubu, asi ndiri mudzidzisi. Nekudaro teerera nechinangwa chekuvhurika nekunzwisisa. Tinonzwa mazwi, tichidya kudya nekunyora nechinyoreso takagara pachigaro nemagaro. Magaro mutezo wemuviri unofungidzirwa nevanhu vakawanda
GRADE 7
MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti nhekwe kana kuti kasha. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi: Chibako – A.C Sisk, Masvingo. Nhekwe – Antony Bango, Retreat, Waterfalls. Nhekwe – Karin Gumede,…
Matarenda evechidiki osimudzirwa
Daphne Machiri SANGANO rakazvimirira reHard Mashona Arts and Culture Trust roshanda pamwe chete nevaimbi vemisambo yakasiyana mukusimudzira matarenda evechidiki munyaya dzemimhanzi pamwe neutano hwavo. Muhurukuro nemukuru wesangano iri,
Mvura yemupombi paruzevha
Kingstone Mapupu VAGARI vemisha yakakomberedza mabhizinesi ekwaBhidhiri, kwaNyashanu, kuBuhera, vave kuwaniswa mvura yakachena kuburikidza nechirongwa chekuisirwa mapombi nemasangano akazvimirira rinova danho rasimudzira nyaya dzeutano
Mazita edu pachiNdau
NDAUWE ndauwe, yarira yekanyi! Ngatidhibanehe pano pachirongwa chedu chinodakadza yaemho. Tingaenderere mberi tisikazi kutekesana ere, achiiti ichocho. Mwakaitawani anhunai woye, kubvira ngekwaChecheche, Chikore neChirinda,
Vavakidzani vobatana huruweki
Gamuchirai Muzanenhamu VAVAKIDZANI vakamisidzana mudare mumwe achiti ari kushungurudzwa nekurohwa uye ari kurambidzwa kuvaka panzvimbo yake. Crispen Nyahoda akamhan’arira Jack Munyaradzi kuHarare Civil Court achiti ari kumufurufusha.
Fodya yakarimwa shoma: timb
Kingstone Mapupu KAMBANI yeTobacco Industry Marketing Board (TIMB) inoti mahekita akarimwa fodya mwaka wa2017 kusvika 2018 mashoma kana zvichienzaniswa neemwaka wadarika zvichikonzerwa nezvimhingamipinyi zvakasiyana. Mutauriri wekambani






