Vaverengi vomhanya neKwayedza

Tandayi Motsi BEPANHAU reKwayedza razviita zvakare sezvo riri panhamba yechipiri pakufarirwa nevaverengi munyika yose pamapepa anobuda pasvondo. Kwayedza riri kuverengwa nechikamu che12% chevaverengi venhau muZimbabwe. Ongororo ichangobva

DeMbare, Bosso dhuma! . . . vorwira zna Charity Shield

Abel Ndooka KUNOTSVA demo kugosara mupinyu nemusi weSvondo apo makara asingaonane – Dynamos FC neHighlanders – zvichange zvichitatsurana mumutambo mukuru weZimbabwe Derby kana kuti Battle of the Cities mumutambo weZimbabwe…

Misha inogariswa varoyi

Kingstone Mapupu KWAMAMOMBO Makuni, kuRushinga, kunonzi kune nzvimbo kana kuti misha iyo inonzi inogarwa nevamwe vanhu vane huroyi hwemandiriri – avo vanonzi vanoti kana vada nezvako, rinopisa remusi iwoyo hauridye…

Mapurisa shandai: Matanga

Malven Mugadzikwa MUKURU wemapurisa eZimbabwe Republic Police (ZRP), Commissioner-General Tandabantu Godwin Matanga, vanoti zvakakosha kuti mapurisa ashande nesimba mukurwisa pamwe nekuderedza kuparwa kwemhosva munyika. Vakataura

Library itsva paMabvuku High

Daphne Machiri VANA vepachikoro cheMabvuku High, muHarare, vanotarisirwa kubatsirika mudzidzo yavo zvichitevera kuparurwa kwakaitwa kamuri yekuverengera (library) pachikoro ichi nguva pfupi yadarika. Muhururkuro nemukuru wechikoro, VaJosiah Mbirimi,

Mash Central yoda zvikoro 100 zvitsva

Cletus Mushanawani ari kuBINDURA DUNHU reMashonaland Central Province rinonzi rakatarisana nekushomeka kwevarairidzi sezvo kuchinzi kunodiwa mamwe maticha 2 600 pamwe nezvikoro zvitsva 100 kuitira kuti zvinge zvichikwanirana nehuwandu hwevana veko. Mukuru

‘Rimai mbeu yakauchikwa’

Lizzy Mushoriwa VARIMI vokurudzirwa kuti varime mbeu yakauchikwa sezvo ichitirira muzuva, isingabatwe nezvirwere zvakasiyana nyore pamwe nekuvapa goho guru. Kurudziro iyi yapihwa svondo rapera naVaIvan Craig vanove director sales and marketing

O-LEVEL —KEREKE INOFA: Matambudziko anosangana nevatambi

Munyaradzi Gunduza 4. TSANANGURA matambudziko mashanu anowira vatambi muna Kereke Inofa. [25] Vatambi vanosangana nematambudziko ekutapurirwa chirwere cheshuramatongo. Izvi zvinobuda kuna Beauty naSusan pavanenge vari muchipatara cheWest End

A-LEVEL — ANHONGA VHUNZE NEMUROMO: Hunhubu hwaCindy

Munyaradzi Gunduza HUNHUBU hunoitwa naCindy hunoita kuti ave mukadzi anoshoreka. • Kuramba kubatirwa nhare yake nemurume achiti ngaaisiye yakadaro kunyangwe ikarira asipo nekuti ikodzero dzake. • Kufamba akapfeka nhumbi dzinomubvisa…

Aguero akasvipirwa mate

MANCHESTER-CITY inoti ichaita ongororo yemashoko anoti Sergio Aguero akasvipirwa mate nemumwe mutsigiri mushure mekunge chikwata ichi – icho chiri muEnglish Premier League – chatadza kuenderera mberi mumutambo weFA Cup

×