$98m yekusimudzira madiridziro
Nyore Madzianike HURUMENDE yakawana rubatsiro rwemari inosvika $98 miriyoni yekutenga midziyo yemadiridziro pasi pechironwga cheMore Food for Africa Brazil Programme icho chichaona mabhindauko 28 emadiridziro ekuManicaland Province
Varimi vorasikirwa nemombe
Kingstone Mapupu VARIMI vekwaSadunhu Nemhari kwaMambo Nyashanu, kuBuhera vari kushushikana zvikuru nekuda kwechirwere chekuzvimba misoro chemombe dzavo icho chinoita kuti dzife mushure menguva pfupi-pfupi. Vagari vemumusha waSabhuku
Dhiri rembwa nematayi emota
Gamuchirai Muzanenhamu MURUME wekuchinjanisa matayi maviri emota nekambwanana ava kuzvidemba zvichitevera kumiswa kwaakaitwa mudare redzimhosva achinzi ari kuramba kubhadhara chikwereti che$290 chemari yavanonzi vakawirirana kuti aizotutsira pamutengo
‘Mukadzi wangu anoda mari zvakanyanyisa’
Gamuchirai Muzanenhamu VAMWE baba vakaendesa aimbove mudzimai wavo kudare redzimhosva vachiti ari kuvashungurudza uye anoda mari zvakanyanyisa izvo zvinoita kuti vagare vachinetsana nguva zhinji. Lloyd Maniki akamhan’arira Loreta Muriwa, kuHarare Civil
‘ndinogara nenyoka mudumbu’
Kingstone Mapupu MUKADZI wechidiki anogara muHarare asi kumusha achibva kuMasvingo, anoti kwenguva inosvika makore 13, atambura nekuitwa mudzimai nemhuka dzinosanganisira zikatsi nenyoka kwozoti nemunhurume waasingazive.
‘gochi-gochi’ yenyama yemazizi
Kingstone Mapupu ZVISINEI nekuti vamwe vanhu havanzwe zvakanaka kuva pedyo nemazizi – kunyanya zvekusvika pakudya nyama yacho – nekuda kwekuti anonzi anodyidzana nevaroyi, pane varume vanotandara vachinwa doro panzvimbo yemabhizinesi…
Mupfuhwira wenyoka
Ray Bande ari kwaMUTARE MUKADZI wekuPenhalonga, kwaMutare, uyo akaroorwa pabarika remadzimai matatu, anonzi anga achigara nemikweshwa yenyoka mbiri dzerudzi rwemhungu mumba make idzo anoshandisa semushonga wemupfuhwira unoita kuti murume wake…
afirwa anopfeka ‘sori’. . . musoro wogerwa zuda . . . veruzhinji voziva afirwa
Muchaneta Chimuka VANHU vemarudzi akasiyana vane tsika dzavanotevedza kana vachinge vafirwa nevadikani vavo zvakaita sekupfeka mbatya nhema idzo dzinozivikanwa nekuti “sori”.
Matanga mukuru wezrp
Munyori weKwayedza PRESIDENT Emmerson Mnangagwa svondo rino vakagadza Deputy Commissioner-General Tandabantu Godwin Matanga semukuru wemapurisa, Commissioner-General weZimbabwe Republic Police (ZRP). Izvi zvakaziviswa nasachigaro wePublic Service Commission, Dr Mariyawanda Nzuwah. Dr…
Tete nemuroora makuhwa!
Lizzy Mushoriwa TETE nemuroora vakamisidzana mudare redzimhosva vachiti vaparadzaniswa nekuda kwekuitirana makuhwa, izvo zvaita kuti vasade kuonana zvachose.











