Kirisimasi: ‘Vamwe tatoimirira’
Malven Mugadzikwa, Gamuchirai Muzanenhamu naLizzy Mushoriwa — VANHU vemazera akasiyana vanoti vatarisira zvikuru zororo reKirisimasi iro vachapemberera nenzira dzinosanganisira kushanyira hama neshamwari.
‘Tiri vana vepfambi’
Lizzy Mushoriwa — VANAKOMANA vaviri vakamisidzana naamai vavo mudare vachirwira imba yenhaka uye vanoti vanogara vachivaudza kuti vakaita chipfambi kuti vange vachivabara.
‘Mukadzi wangu anoda kundidhedha nebanga’
Gamuchirai Muzanenhamu — MUMWE murume ari kuchema-chema mudare redzimhosva achiti ashaiswa rugare neamboiva mudzimai wake uyo waanoti akambomubatira banga achida kumudhedha naro.
Ndinozeza kuenda kuchimbuzi
MUBVUNZO: Makadii henyu Sekuru. Ini ndiri mudzimai wemakore 30 ekuzvarwa uye ndine dambudziko rekuzeza kuenda kuchimbuzi nekuti ndinorwadziwa pakuita tsvina. Kana ndoita inobuda yakaomarara kunge nhoko dzembudzi. Kuzasi kwacho kune…
Musazoita Kiss mazino embwa
naIgnatius Mabasa — KIRISIMASI yasvika! Vamwe vari kuridza Jah Prayzah vachidya, kunwa nekutamba. Izvozvo hazvina kuipa, nekuti hukama igasva hunozadziswa nekudya, kwete nekunyimana kana kuvengana. Kuri kuti hamuna kukokwawo ikoko…
Mainini ochemera vana vamaiguru
Gamuchirai Muzanenhamu — VAHOSI vakaendesa nyachide pabarika ravo kudare vachiti ane tsika yekuenda kuchikoro kwevana vavo osvikonyeba kuvakuru vechikoro kuti ndiye amai vevana ava.
Mazwi anoreva zvakawanda
Ticha Danga — GORE ra2017 roenda kumagumo uyewo upenyu hutsva hwaswedera hwekuti tava kuchinodzidza zvidzidzo zvepamusoro. Nokudaro tinodawo kuchivhara nhava yedu kuitira kuti kana tonosangana nemipanda mberi kwotoenda, tinge totanga…
Gumbura oda $300 pamwedzi
Lizzy Mushoriwa — MUDZIDZISI akagunun’una mudare achiti mudzimai wake anoda kuti abhadhare mari yemendenenzi asi ari iye anogara nevana apo iye anenge ari kunze kwenyika.
Ngozi pachiNdau
NDAUWE ndauwe! Ngatikumanehe pabadla, gore redu raakupetuke kwerakabva. Tinoti thongo redu rekupona kwaDzingire, Gonzoni, Chikore, Ndiyadzo nekwaChecheche iyo.
‘Ini Shuramatongo’
Munyaradzi Gunduza — 9. Ratidza maburitsirwo edingindira rezvirwere navananyanduri vashanu vari muna “Mutakunanzva Wenhetembo”. Ita izvi uchishandisa nhetembo imwe chete pana nyanduri wega wega wawasarudza. [25]


