Bhuku rinovaka hwaro hwevana pamitambo

TINOSANGANA zvakare muchikamu chino chekuongorora mabhuku egwaro reGrade 1 akatsikiswa neCollege Press Publishers. Bhuku ratiri kuongorora rwendo rwuno rinonzi Ventures Primary Physical Education.

Ruzivo rwegomarara rezamu

Kuna Chiremba NDIRI mukadzi ane makore 25 okuberekwa. Kwemwedzi wose wadarika, vanhu vaipfeka mbatya dzeruvara rwepink uye vachikurukura pamusoropegomarara rezamu. Kwandiri zvinoita sezvinotyisa. Handina ruzivo kuti zvose izvi zviri pamusoro…

Changamuka mhani iwe!

MAZUVA ano n’anga nemaporofita vawandisa zvekuti hapachazivikanwa vari pachokwadi nevanonyengedza vanhu. Mabasa avanobata ndiwo anovapupurira. Kune zvimwe zviri kuitiswa vanhu nemaporofita nen’anga zvinokunda ngoma kurira.

mudzimai wemuroja mufoni ya’landlord’

. . . asina kana kupfeka Muchaneta Chimuka — MIFANANIDZO yemukadzi weroja ari musvo iyo yakawanikwa munharembozha yemurume anova muridzi wemba uye ane mudzimai yakonzeresa mumusha weCaledonia, pedyo neTafara, muHarare.

Vatambi vekunze kweZim, Epoupa ishasha hake asi . . . haasvike pana Mankinka

Abel Ndooka — KUUYA kwakaita Christian Epoupa kuchikwata cheDynamos FC kwakambosiya vatsigiri vazhinji venhabvu vachikwenya misoro vachiti mutambi uyu ndeupi uye ane tarenda here rinogona kuti atambire DeMbare?

Gadziriro yemwaka wa2017-18

Simba Gotosa — VARIMI, igaroziva kuti munogara muri pasi-pasi pemoyo yedu isu vekambani yenyu yeSeed Co. Ndosaka taona zvakakodzera kuti tirambe tichikuyeuchidzai magadziriro atingaita mwaka uno. Zvinogona kuti mumwaka wapera…

Ndirwo rudo . . . ‘ndakakambura tsvina yakaitwa namadhamu’

‘. . . ndiko kuti asaite zvikomba’ Kingstone Mapupu — MURUME wekwaSeke ari kudura pasina kana kunyara kuti svondo rapera akasvika pakukambura kudya tsvina yakaitwa nemudzimai wake iye achiona semhiko…

Vopomerwa kuponda ‘tsotsi’

Muchaneta Chimuka — VARUME vaviri vanova mukoma nemunin’ina vakamiswa mudare reHarare Magistrates’ Court vachipomerwa mhosva

Mabumbe: Nyama pachezvayo

KUBVIRA makare-kare, vanhu vaifarira chikafu chemabumbe zvikuru.

Sekuru Banda pindirai: Mahwindi

Kingstone Mapupu — N’ANGA yemuHarare — Sekuru Kamwelo Banda — svondo rapera “vakakonzeresa” pachiteshi chinokwirirwa makombi nemabhazi chepanaSimon Muzenda Street, muguta reHarare apo vakamomoterwa nemahwindi nevamwe veruzhinji vairatidza

×