Hondo oita hondo nanyachide

Gamuchirai Muzanenhamu — SAMUSHA vekuzama noto nekuda kudzinga mukadzi wake wechipiri pamba achiti imba iyi ndeyavahosi akazoshaya pekupinda nekunyara apo dare rakapa mutongo wekuti nyachide uyu ane mvumo yekugara pamba…

Ndakatumwa kuvarwere vepfungwa – Muporofita

Blessings Chidakwa ari kuGWERU — VAGARI vekuGweru vakasara vasina neremuromo svondo rapera zvichitevera kuporeswa kunonzi kwakaitwa vamwe varwere vepfungwa vemuguta iri mushure mekunge vanamatirwa nemumwe muporofita.

Nzou nemapurisa dhuma!

Given Siakanoka ari kuKARIBA — KARIBA inzvimbo inozivikanwa zvikuru nekuwanda kwemhuka dzesango senzou, shumba nenyati idzo dzinogara dzichishungurudza vagari veko. Kunyangwe mapurisa anoshandira mumugwagwa vachiona mafambiro akanaka evatyairi

Doro remakoto pachiNdau

NDAUWE ndauwe kumakanyi kweduyo, kungaa kwaChibuwe, Pfidza, Chirinda, Tonhorai nekwaChecheche. Tiri kuti dai zviro zvedu zvaramba zvakati chechete kudai.

Manyorero akanaka

Ticha Danga — IYE zvino chiringazuva chedu chatsvuka chava kukwata. Izvi zvinodudza zvirokwazvo kuti nguva dziya dzapera. Kune vaya vasina kuzvipa nguva yakakwana yekugadzirira vave kuzosangana nematambudziko makukutu apo vanenge…

‘Chengetedzai tsika, chivanhu’

Kingstone Mapupu — CHIREMBA wechivanhu ane mukurumbira muHarare, ari kukurudzira veruzhinji kuti vatevedze tsika dzechivanhu kuitira kuti nyika ino nedzimwe dzemuAfrica dzirambe dziine chiremera.

Speciss College: Shasha pazvidzidzo zvemawoko

Muchaneta Chimuka — SPECISS College iri kusimukira zvikuru munyaya dzefundo kuburikidza nezvidzidzo zvemabasa emawoko izvo zvinofambirana nechirongwa cheHurumende chekuvandudza upfumi, cheZim-Asset.

N’anga haizvirapi

Munyaradzi Gunduza — 7. NYORA zvidzidzo, zvishanu zveupenyu zvawakawana mumutambo Kereke Inofa uchitsigira nezvinoitika mumutambo uyu. [25]

Rudo kuita kufashaira

Munyaradzi Gunduza — MUDETEMBO rinonzi, Asatye zvake rakanyorwa naMildred Jaricha rine dingindira rerudo. Nyanduri ari kushungurudzika nerudo rwakadzama rwaainarwo kumudiwa wake.

Kuchengetedza mwanakomana kumhirizhonga yepabonde

Danai Chirawu — MUNYAYA yedu yadarika, takakurukura nezvezera rakakodzera kuti vanhu vange achipinda munyaya dzepabonde.

×