‘Upfumi huri kubudirira’

Tandayi Motsi — MUTUNGAMIRIRI wenyika President Mugabe vanoti Hurumende iri kutora matanho akasimba ekusimudzira upfumi hwenyika izvo zviri kuonekwa nebudiriro huru muzvikamu zvakasiyana.

Makumbe akasendeka zvemutambo wetsiva

Abel Ndooka — SHASHA yakambonetsa mutsiva yechidzimai, Diana Makumbe, akasendeka magirovhosi ake emutambo uyu uye ave kuridza mhanzi mumusambo wembira.

Akada kudya kacheche muchechi

Kingstone Mapupu  — MUKADZI wechidiki wekwaNzvimbo, kuChiweshe, anonzi akabatwa neshavi rekuroya svondo rapera ndokutanga kurwerwa rute achida kudya mwana wake kasvava.

Kudoripwa mombe 60 . . .

 — zvidhoma zvotora mari  mu‘till’ Kingstone Mapupu — IMWE mhuri yekwaMambo Chikwizo, kuMudzi, inonzi yaoneswa nhamo nezvidhoma zvatateguru wayo uyo aiva nemabhizimisi uye zvinhu izvi zvasvika pakuvharisa chimwe chitoro chakasiiwa…

Rusununguko: Zvaida kuzvipira

NEMUSI weChipiri svondo rino, 18 Kubvumbi, zvizvarwa zveZimbabwe zvakabatana mukucherechedza zuva guru iro rakawana nyika ino kuzvitonga kuzere — zuva reIndependence.

‘Arsenal yotokunya dzisimbe’

ARSENE Wenger anoti Arsenal inofanirwa kuhwina mitambo yayo yese misere yasara kana ichida kupedza iri pakati pezvikwata zvina zvepamusoro mwaka uno.

Nzira dzewanano

Ticha Danga — MAKAREKARE wanano chinhu chaikosheswa zvikuru. Vanhu vaisangotorana vachitoita mhuri pamadiro sezvava kuitwa mazuva ano. Vanhu vaiva netsika dzaitevedzerwa uye kuti munhu azosvika pakunotora mwana wevanhu achigara naye,

Akangomuka ava bofu

Kingstone Mapupu — MURUME wechidiki wekwaNyashanu, kuBuhera, ashaya zano rekuita zvichitevera kungofuma kwaakaita ava bofu, maziso ake asina kana kumbomurwadza.

Kuongorora zvidavado

Munyaradzi Gunduza — SVONDO rino tinofambira mberi nekuongorora zvidavado zvinoshandiswa nemunyori waMavanga Orudo.

$5 yekuchengeta mwana

Lizzy Mushoriwa — MUMWE murume akashamisa vanhu vaive mudare apo akati anokwanisa kubhadhara mendenenzi ye$5 pamwedzi yekuchengeta mwana.

×