Matambudziko anoinga Stanley
Munyaradzi Gunduza — MATAMBUDZIKO kana kuti zvimhingamupinyi zvinosangana naStanley mukutsvaga musikana wake Beaula.
Rega kuda kudzorwa semombe
naIgnatius Mabasa — NDINOTENDA vaverengi veKwayedza nemashoko ekurudziro pamusoro pechinyorwa chino. Chinangwa changu ndechekubatsira kuti vanhu tifunge sevanhu, nekuti tiri vanhu kwete mbudzi dzaravira mamera.
‘Tengai michina yemadiridziro’
Muchaneta Chimuka — KAMBANI yeBlagefields Marketing (Pvt) Ltd — iyo inogadzira michina yemadiridziro yeMoneyMaker Irrigation Pumps — yokurudzira varimi nevamwe vanhu vakazvimiririra kuti vatenge michina yemadiridziro munguva ino yekunaya kwemvura…
Chibadura: Shasha yeSungura
Abel Ndooka — KUTANGA svondo rino bepanhau reKwayedza – pano neapo – richange richikupai nhoroondo yevaimbi vane mukurumbira munyika muno, kusanganisira vashakabvu.
zvidhoma zvokecha dzinza rose
Kingstone Mapupu — IMWE mhuri yekuGoromonzi inoti yabviswa chiri kumeso nezvidhoma zvichibatsirana nemweya wengozi, izvo zvavanoti zvinoita munhu wese wepo — varume nevakadzi — madzimai.
Juju: Yadah yotaura
Abel Ndooka — CHIKWATA chenhabvu cheYadah Stars FC icho chakapinda muPremier Soccer League mwaka uno chinoti chinoda kurakidza kuti juju haishande munyaya dzenhabvu sezvinofungwa nevamwe asi kuti simba raMwari.
‘Shandisai makondomu’
. . . 100 miriyoni akagoverwa muna2016 Muchaneta Chimuka — MAKONDOMU anosvika 105 miriyoni evanhurume nevanhukadzi akagoverwa munyika yose gore rapera nedonzvo rekuti ashandiswe mukudzivirira kutapuriranwa kwezvirwere zvepabonde pamwe nekuronga…
akakandirwa katsi, tsvimbo muhofisi
Tafadzwa Mutsotso — MURUME anogara kuBluff Hill, muguta reHarare – wekudanana nemudzimai wemuridzi – akazowana pamusiwo pehofisi yake yekubasa paine katsi, tsvimbo netsamba yaimuvimbisa rufu.
Makorokoto President!
NEMUSI weChipiri svondo rino — musi wa21 Kurume — mutungamiriri wenyika President Mugabe, vakasvitsa makore 93 okuberekwa. Zvinofadza zvikuru!
Pfambi yakakwatura zvose Chikomba nemukadzi wacho
Tafadzwa Mutsotso — SHAMWARIKADZI inonzi yakamuka chibhebhenenga ndokurikita chikomba pamwe chete nemudzimai wacho mushure mekunge murume uyu avadhumanisa kubasa.









