Ndanzwa nekupfimbwa: Mukadzi wemari yejuju
Kingstone Mapupu — MUKADZI anogara mune mumwe musha weshoroma muHarare – uyo anoti atambudzwa nemari yemishonga kana kuti juju, iyo yaanoti iri kungowanda zvekuzara tabhu yekugezera – oti ari kuoneswa…
Zivai New Curriculum: Shumba
Daphne Machiri — ZVAKAKOSHA kuti vadzidzisi vave neruzivo rwakadzama pamusoro pegwaro idzva rekusimudzira pamwe nekuvandudza fundo munyika, reNew Cirriculum.
Nyaya dzekurambana pachivanhu
KANA vanhu vachiita sarudzo yekuti vachate, pamwe nevanhu vavachadaidza pamuchato wacho nechikafu chichadyiwa, vanenge vasingatarisire kuti mumwe mudzimai awanikwe achisvika achimisa muchato uyu. Mushure mekunge tafura
McGregor ishasha: Mayweather
FLOYD Mayweather akabuda pachena kuti anoda kurwa naConor McGregor uyo waanoti ishasha yemutambo uyu.
Raramo inobva kunaMwari
NDISATI ndabata-bata ichi nechocho, regai ndingobatana nemhuri yeZimbabwe mukukorokotedza mutungamiri wenyika President Mugabe nokusvitsa makore 93 musi wa21 Kukadzi.
Kamba ine wivhi mumba
Muchaneta Chimuka — YAKAVE batai-batai paimwe imba iri kuRuwa apo kamba yainge yakapfekedzwa wivhi uye ichidonhedza hupfu muzvitsiko zvayo yakaonekwa ichifamba-famba muimba yekubikira.
Unoziva sei kuti igomarara?
MUBVUNZO: Kuvanhukadzi kune gomarara rechibereko kana rezamu, kuvarume kune gomarara re“prostate gland”. Magomarara aya anokonzerwa nei uye unozviona sei, unonzwei kuti wave negomarara? Chirwere ichi chinorapika here uye sei? MINDURO:…
‘Ndizvo zvinoitwa nevaroyi’
Kingstone Mapupu — NYANZVI dzechivanhu dzinoti nyaya yevanhukadzi vekwaNheweyembwa, kwaMurewa, avo vanonzi vakafuma vakabviswa zvipfeko zvavo zvemukati izvo vainge vamborara vakapfeka nezvinhu zvisina kuzivikanwa, ine chekuita nemabasa ehuroyi.
‘Inyoka kwete njuzu’
Munyori weKwayedza — MBUYA Efrida Meja, avo vanove godobori rinoshanda riri pasi pesangano reZimbabwe Traditional Healers Association (Zinatha), vanoti njuzu inoonekwa kudziva kana kurwizi kune mvura, kwete mumba.
Rayiro mukudetemba
Munyaradzi Gunduza — LIVESON Tatira anofarira dingindira rerayiro mukudetemba kwake. Tsigira pfungwa iyi nenhetembo dzake shanu dziri muna Mutakunanzva Wenhetembo. [25]



