President commissions Mbare Musika Market

All eyes are on the newly-built Mbare Musika Market, which is set to be commissioned by President Mnangagwa this morning, thereby setting a benchmark for modern and affordable trading in…

Vechidiki 1 000 vakapedza zvidzidzo zveYouth Service vowaniswa mabasa

VECHIDIKI vanodarika 1 000 avo vakapedza zvidzidzo kubva kumapoka maviri ekutanga echirongwa cheYouth Service in Zimbabwe Programme vachange vava kupinzwa mabasa mumapazi akasiyana-siyana pamwe nemakambani ari pasi peHurumende.

‘Vatyairi vemakombi vasina zvitambi vawandisa’. . . ngapatorwe matanho akasimba

SANGANO rePassengers Association of Zimbabwe (PAZ) rinoti riri kushushikana zvikuru nekuwanda kuri kuita vatyairi vemakombi vasina zvitambi izvo zviri kuisa hupenyu hwevafambi vakawanda parumananzombe

Government intensifies anti-smuggling campaign to protect economy and public health

Towards the end of 2024, the Government intensified efforts to combat the illegal movement of goods across the country’s borders.

Parly tours Beitbridge Border Post

A joint Parliamentary Committee on Defence, Home Affairs and Security is touring the transformed Beitbridge Border Post today as part of efforts to ascertain the state of affairs regarding border…

President Mnangagwa to officially open Africa Education Summit

THE 3rd Africa Education Summit 2025 in Victoria Falls has kicked on Friday in Victoria Falls with President Mnangagwa expected to officially open it shortly. The high-profile event has brought…

Bulawayo Investment Indaba kicks off: Industry experts gather to explore opportunities

BULAWAYO Investment Indaba has started at a local hotel where industry experts gather to deliberate on different investment issues. The two-day event will bring together key stakeholders, including representatives from…

Murume aurayiwa negarwe achiwonga goridhe

Kingstone Mapupu MURUME ane makore 22 okuberekwa akarwiswa negarwe iro rakamukuvadza zvakanyanya zvikazokonzera rufu rwake apo aiwonga goridhe nemudzimai wake murwizi rwaMusengi, kuChinhoyi. Inspector Ian Kohwera vanova mutauriri wemapurisa kudunhu…

Gororo rekuba rakapakata pfuti ropika makore 43

Kingstone Mapupu GORORO raive rararura kuba rakapakata pfuti nevamwe varo rinobva kudunhu raMambo Mapanzure kuZvishavane rakapihwa chirango chekugara mujeri kwemakore 43 nedare nekuda kwemhosva nomwe dzekuba. Mutongo uyu wakapihwa nedare…

Mudzimai (40) ojuja mukaka we’green’ . . . haana mwana, mazamu anoyamwiwa nezvisingaonekwi

Kingstone Mapupu MUDZIMAI anobva kudunhu raMambo Nyajina,  kuUzumba anoti ari kubuda mukaka we’green’ mumazamu ake pamwechete nekushinhwa naye nevarume vasingaonekwe. Mai Auline Pasipamire (40) vanoti vashaya zano rekuita nekuda kwedambudziko…

×
×