Votenga mapepa neEcoCash Ta!

VATENGI vemapepanhau anodhindwa nekambani yeZimpapers Group vave kukwanisa kutenga mapepa aya vachishandisa nharembozha dzavo pasi pechirongwa cheEcoCash Ta!

Zviito zvemutambi

Munyaradzi Gunduza 10. Ndiani mutambi ari muna Ndiko Kusasana waunganzwa kushatirwa kana ukafananidzwa naye? Tsigira kufunga kwako nezvaanoita murungano urwu. [25]

‘Anondisvipira mate kumeso’

Tafadzwa Mutsotso MADZIMAI maviri ekuEpworth akamisidzana mudare reHarare Civil Court vachipomerana mhosva yekushungurudzana nenyaya yekutorerana murume apo mumwe anoti anogara achisvipirwa mate kumeso pamwe

Sarudzo dzeNorton: Nguva yekunzvera

KUPERA kwesvondo rapfuura pane sarudzo dzokutsvaga nhengo yeParamende inomirira Norton (by-election), dzakaitwa. Zvakabuda musarudzo idzi zvave kuzivikanwa, kuti VaThemba Mliswa, nhengo yakakwikwidza

WUA icharemekedza Chidyausiku

MUPEPETI wekutanga webepanhau reKwayedza, VaPaul Chidyausiku, neChishanu svondo rino vacharemekedzwa neWomen’s University in Africa (WUA) apo vachapihwa dhigiri reDr of Philosophy in

Nhava yemberi

Ticha Danga ZVATAPEDZA kunyora bvunzo dzegore rechinomwe kudai, tatarisana nerwendo rwemberi urwo rwunoda manyatera nembuva. Mbuva iyi tinoirongedza munhava kuitira kumberi uko tichazoivhura tichishandisa zvirimo.

Zvaisava nyore: Prof Sadza

MUZVINAFUNDO Hope Cynthia Bakasa-Sadza, avo vanove muvambi uye Vice-Chancellor weWomen’s University in Africa (WUA) vanoti rwendo rwavo rwekuti yunivhesiti iyi ivepo rwakange rwusiri nyore sezvo vakasangana

‘Ndine chitunha muwodhuropu’

. . . chavakaviga mutumbi wembwa . . . mugwaku chiwoko chemwana . . . ndinosanduka kumbova nyoka MUKADZI wekuEpworth, Harare, ari kuita kuimba chaiko achiti anoshandisa ruwoko rwemwana mucheche…

Kuuchika mbeu zvepamusoro

Philip Matombo SAMSON nyama inonaka inotaura yega, vakadaro vakuru vedu uye chekudya chose tanga waraira. Mumwe murimi oti, “Ndakarima chibage ndikawana 16t pahekita” mumwe achiti, “Ndakarima soyabeans ndikawana 5t

Vana vofunda zvitsva

ZVIKORO zvose zvemuZimbabwe zvichatanga kudzidzisa zviri mugwaro idzva rekuvandudzwa kwedzidzo, reNew Education Curriculum, munaNdira 2017.

×