Tv haionekwe baba vasipo
Tafadzwa Mutsotso MUMWE mukadzi akaudza dare redzimhosva kuti murume wake anoti kana achinge agumbuka, anotanga kupopota achisvetuka-svetuka zvekusvika pakubata chisuvi chemba achiita kunge chikara uye mumba mavo
Ongororo yebvunzo
Ticha Danga TABVAMO muchakasara umo tanga tiri kupishana nepfungwa tichiedza kubidinura zvose zvatakadzidza kuti tizviise papepa tigowana goho rakakura.
Mbudzi inodyira payakasungirwa!
VEDUWE-E, izvi zvanyanya. Tinozviziva kuti mbudzi inodyira payakasungirirwa, asi ngatibvunze vamwe vedu kuti vakasungirirwa pamatanda enyika dzokumadokero here, tibva taziva kuti ndipo pane ufuro hwavo, pavanogutira!
Mukuwasha otukirira ambuya
‘Muri muroyi, pfambi yemakoko’ Trymore Muvhawa MUKUWASHA wekunzi anobatsirana nababa vake kutuka ambuya vake, amai vemudzimai, vachivapumha huroyi uye kuvapomera kuti ipfambi yemakoko akazomiswa pamberi pedare redzimhosva.
Jane ndiye ava kudiwa
CHITSAUKO 3 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Kutenda kwakadai amwene vasingamboiti kuna Vida nokuti zvaiitwa naVida havazvioni. Mumusha mavaTigere vanhu vava kukwenyana kwaVaChivako vachiti vanokumbira tufodya. Imo mukukumbirana nokupanana tufodya
‘Hazvikone, Mwari vari kuuya muno’
Kingstone Mapupu MUPOROFITA wemuHarare uye, wekuti akaenda kudenga kaviri akanoita musangano naMwari mbune, ndokuti zvakare Mwari vachashanyira Zimbabwe musi wa20 Gumiguru — chinova China chesvondo rino — anoti mashoko
Ukarwadziwa neni haupore
PAIVE nenungu yakanga ichifamba musango ichitsvaga mwena wakanaka wekuti igare. Ichifamba kudaro, yakaita rombo rekuwana bako rakanaka uye risina kunyanya kukurisa kana kunyanya kuita diki.
Kodzero yemidziyo yakatengwa muwanano
Rumbidzai Tawonezvi-Moyo MUZIMBABWE tine mhando nhatu dzewanano dzinoti Civil Marriage pasi pemutemo weMarriage Act chapter 5:11 (iyo yaimbozivikanwa seChapter 37 kare); Registered Customary Law Union pasi pemutemo weCustomary
. . . muroora achinhongerera tezvara, vamwene
Trymore Muvhawa MURUME wekuDomboshava, wekuti iye nemukadzi wake vanogara vachitukwa nemuroora wavo, vakazopotera kudare redzimhosva.


