Mahrez akabatisa Arsenal pasi

MUTAMBI weLeicester City, Riyad Mahrez, akabuda pachena kuti Arsenal yakaedza kumutenga mwaka uno asi zvakaramba sezvo aidhura zvikuru. Mahrez, uyo ane makore 25 okuberekwa, aidiwa nemaGunners asi anoti aidhura zvekuti chikwata…

Batanai yopinza vana chikoro

RIMWE boka remadzimai rekuMakonde District, kudunhu reMashonaland West, riri kubatsira vana nherera, vanobva kumhuri dzinoshaya nevanorarama neutachiona hweHIV neAIDS nemari dzechikoro nezvimwe zvinodiwa

‘Vaimbi dzidzai kuMorgan Heritage’

PUROMOTA weshoo yeMorgan Heritage — Kudzai Matondo — uyo anozivikanwa saDee Nosh we2 Kings Entertainment okurudzira vaimbi vemuno vemusambo wereggae kuti vawane zvavanodzidza apo panouya zvikwata

Zvirwere zvorapwa pachena

HURUMENDE, yakabatana nevamwe vatsigiri, yakatanga chirongwa chekudzivirira nekurapa chirwere che”bilharzia” muzvikoro uyewo nezvimwe zvakadai seche”elepantiasis”, “trachoma” ne”sleeping sickness”.

‘Zvidhoma hazvidi neni’

‘. . . zvine shanje’  ‘Zvinondiita mukadzi’ MUSIKANA wechidiki anogara mumusha weChikanga, kwaMutare, anoti ashaya zvekuita nezvidhoma izvo zvinomuitira shanje, zvichimuita mukadzi pamadiro nekumutadzisa kuroorwa.

Delta yopa mabhezari

APUNYAIRA haashayi misodzi! Chirevo ichi chinozadziswa nekusanduka kweupenyu hwemumwe mukomana aizivikanwa nekuita mabasa ekufudza mombe uyo akaita rombo rakanaka rekuwaniswa bhezari nekambani yeDelta

Harurwa: Manyautsa mukanwa

Zviri Mugapu SVONDO rino Mai Takunda Chekero vekuBikita, kuMasvingo, vanorondedzera mabikirwo eharurwa, twunova twupukanana twunorarama nemashizha emuti sezvinongoita hwiza kana kuti mhashu, asi tuchinyautsa mukanwa

Mitambo yePSL yotsvuka ropa

VATSIGIRI venhabvu vezvikwata zvinoti FC Platinum, CAPS United neHighlanders vobatira hana mumawoko sezvo zvikwata zvavo zviri kurwira mukombe weCastle Lager Premier Soccer League apo pasara mitambo mishanu chete

‘Musangotenga mishonga iyi’

BAZI rinoona nezvekusimudzirwa kwemadiridziro rinoti riri kushushikana zvikuru nekutengeswa kuri kuitwa mimwe mishonga inoshandiswa nevarimi pamisika – kunyanya yemikoto – richiti izvi zvine njodzi kune vanoishandisa.

Hatisi kufara: Mlauzi

. . .hatisati tatanga gadziriro . . .tiremekedziiwo – Mighty Warriors DAMBUDZIKO rekushaikwa kwemari nesangano reZimbabwe Football Association (Zifa) rotadzisa chikwata chenhabvu chenyika chemadzimai chemaMighty Warriors kupinda mukembi kuti chichitanga…