‘Kunditi pfambi here ini?’
Tafadzwa Mutsotso MUKADZI wekuti anogara achizvambaradzwa nemurume wake achipomerwa nyaya dzechipfambi izvo zvakaita kuti asvike pakudzingwa pamba akazopotera kudare redzimhosva.
Shona yakadzama
MUCHIKAMU chino tinoda kuvhanga zvirongwa zvakawanda zvakatsvagwa kubva mumapepa akanyorwa nevamwe vana. Apa ndaitsvaga zvandaiona kuti zvingabatsira pabvunzo.
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 24 nevana vaviri uye ndiri pachokwadi nekuda kutanga imba . . .
NDIRI murume ane makore 27 ndinotsvagawo mukadzi ane makore 27 zvichidzika ane twunhu twake kana akava nevana hapana chakaipa. Ngaave ane chido nemurume. Zvakawanda tozotaura, andida ngaandibate pa0776 551 966.…
Akazvambura tete
MUZUKURU wekuzvambaradza tete vake mushure mekunge vaedza kumuyananisa apo ainetsana nemukadzi wake akaigochera pautsi zvichitevera kukonwa kwaakaitwa mudare redzimhosva.
Mimba iri kuramba kubata
BVUNZA KWAYEDZA naSekuru Mutanga MUBVUNZO: Makadii sekuru? Ndiri mukadzi akaroorwa uye nemurume wangu tange takagarisana zvakanaka.
Horomba yegudo ‘mutown’…Rakasiya rapunza mahwindo
Asi zvisinei, kurohwa nekusungwa netambo kwakazoitwa gudo iri neveruzhinji kunosuwisa zvikuru. Chiitiko ichi chakasiya vagari vemunzvimbo iyi vaine kutya kukuru sezvo gudo iri richinzi rakaonekwa mushure mekushaya kwevashandi vatatu nemwana…
Chitunha chakaputiswa bute…Inhema idzo, vakandivenga: Baba…Vasarambe, vakazviita: Muzukuru
VANHU vaiva parufu kwaMutoko vakaona manenji apo chitunha chavainge vakaunganira chakaputiswa fodya yebute chisati chavigwa.
Vovakisa kiriniki kwaSeke
VAGARI vekuWadhi 9 kumaruwa ekwaSeke, vari kubatana nekanzuru yeko, yeManyame Rural District Council, mukuvaka kiriniki.
Mbeu dzeHybrid dzechibage
John Basera SVONDO rapera takataura nezvemipanda miviri yembeu inoti Nzou (Murigadzose) neShumba (Goho rinodzvova) inouchikwa nekambani huru yembeu muno nemuAfrica, yeSeed Co. Seed Co ikambani yembeu yava kuwanikwa munyika 17…





