Ungaziva sei kuti une hernia?
VANHU vazhinji vanotambudzwa nezvirwere zvakasiyana nekudaro zvakakosha kuziva zviratidzo zvacho kuitira kuti munhu asangogara zvirwere zvichigodza mumuviri.
Rungano rwaMai Mubhokisi
PANE nyaya yaMai Mubhokisi yatakakura tichinzwa, nyaya yokuti patakazovhurika pfungwa takafunga kuti yakataurwa ichida kutarisira madzimai echitema pasi, kana kutongotarisira vanhu vatema pasi.
‘Muporofita Madungwe tamba nezvimwe’
VAVERENGI vakawanda vari kuenderera mberi nekupa pfungwa dzavo pamusoro pemuporofita weimwe chechi iri muHarare uyo anoti akaenda kudenga kaviri apo anoti akanoita hurukuro naMwari mbune, mushure ndokuzogadzwa kuva muporofita wepasi…
Vakaparura mutambo wekuchenjedza vanasikana
CHIKWATA chevatambi vari kusimukira mune zvemadhirama chakaparura mutambo wekuchenjedza vanasikana kuti vangwarire vanhurume vanoda kuvanyengedza nekuvatsvetsva mukuita zverudo vasati vayaruka
Oita chinamira pamurume
Tafadzwa Mutsotso MUKADZI wekunzi ari kuita chinamira pamurume waakarambana naye akamiswa mudare redzimhosva achipomerwa kumushungurudza.
Opumha maiguru huroyi
Amager Mufema MUDZIMAI wekuti akanangwa huroyi nemuramu wake achinzi akaisira vana vake muchetura muzvekudya akazokwidza nyaya yekunetsana kwavo kumatare edzimhosva.
Uri papi nekuda zvinhu?
IMBWA HAIHUKURE SADZA MAGAMBA vanhu vakazvipira kuita zvavaifanirwa kuita, vakatsungirira kusvikira zvaitika. Asi panguva yatinotaura nekurangarira magamba, ini ndinorangarirawo imwe mhando yevanhu vasiri magamba.
Mubairo wechivi
Munyaradzi Gunduza MUSEVE USINGAPOTSE Zviitiko zvinosusukidza rungano nezvidzidzo (Tinoenderera mberi)
Anopindira musikana nepahwindo
Amager Mufema MURUME wekurambwa nemukadzi uyo ari kudzidzira kuve mukoti ari kupomerwa kupinda mumba yaanogara kuParirenyatwa Group of Hospitals, muHarare, nepahwindo achiba zvinhu zvakasiyana, kusanganisira
‘Vatambi vewiricheya vokwangwaya’
SHANGWITI yemujaho wewiricheya, Elford Moyo, anoti chishuwo chake chekuti makambani akasiyana aronge mijaho yakawanda yekuti vakwikwidze sezvo iriyo nzira yavo yekurarama.

