MoneyMaker yotsigira chirongwa Zim-Asset

KAMBANI yeMoneyMaker Irrigation Pumps yorumbidzwa nekutsigira kwairi kuita chirongwa cheHurumende chekuvandudza hupfumi hwenyika cheZim-Asset kuburikidza nekuwanisa varimi michina yemadiridziro iyo iri nyore kushandise uye isingavadhurire.

‘Mhiko dzedu dzeSatanism’

Uraya hama yepedyo urarame  Haushandise muchimbuzi  Unopinda mumba nepahwindo  Unofa nekuita tsaona bedzi MUKOMANA ane makore 21 okuberekwa wekuChikanga, kwaMutare, ari kuita kuimba chaiko zvemhiko nemabasa eSatanism avaiita nevamwe vake…

Moyo akazviita zvakare

SHASHA yemujaho wewiricheya, Elford Moyo, akanyora nhorowondo svondo radarika kwaMutare apo akaita mutambi wekutanga kuhwina mujaho weTanganda half marathon 21 km kanokwana kashanu mumakore akasiyana. Moyo akatanga kuhwinha mujaho uyu muna…

Tiri kusunga mahwindi: ZRP

MUTAURIRI wemapurisa munyika, Chief Superitendent Paul Nyathi, vanoti vanhu vanoita zvechihwindi vari kutopara mhosva nekuti pasi pemutemo havazivikanwe nekudaro mapurisa eZimbabwe Republic Police vakatotanga chirongwa chekusunga vose vanoita basa rehunhubu…

Zimpapers yovandudza mashandiro

KAMBANI huru yadzo munyaya dzezvenhau muZimbabwe – yeZimpapers – iyo inodhinda mapepanhau anonganisira Kwayedza, The Herald neSunday Mail, iri kuramba ichisimukira nekuda kwematanho akasimba airi kutora mumashandiro ayo pamwe nekuvandudza…

Zvinoreva musoro wenyaya Matsotsi

Ticha Tichaziva “MATSOTSI” naRuby Magozvongwe ONGORORO: Musoro wenyaya iyi une zvaunoyeuchidza muverengi  kana kuti zvinotaurwa nevanhu kuti “matsotsi” ndiyo hosha iya yemukondombera. Wainzwa wochiti kana ukanzwa kuti munhu akarohwa nematsotsi…

Mazita evatambi

Munyaradzi  Gunduza Zvinoreva mazita evatambi: 11. Sarudza vatambi vashanu vari muna Museve Usingapotse ugotsanangura kuti mazita avo anofambirana sei nezvinoitika murungano urwu. [25]

Hwindi: Matishu ari musuweji

DAI mvura yemuKariba Dam isina kudzikira, ndaida kututa mahwindi ese kuti ndinoagezesa ndichiita ekutsika-tsika semagumbeze.

Akananga amai huroyi

Yvonne Chidochashe Manyanja MWANASIKANA wekunanga amai vake huroyi akazvisikira moto muziso zvichitevera kutadza kudzorera mari yaanonzi akakwereta kuti atenge mombe yekuvaripa zvakazoita kuti amiswe mudare redzimhosva.

Mutumbi wemwana wakapiswa wakanhongwa

Esau Hokonya ari kuGweru MUTUMBI wemwana mukomana anofungidzirwa kuti ange ari pasi pemakore matanhatu okuberekwa wakawanikwa wakapiswa svondo rapera kuMkoba 20, kuGweru.

×