Akadirwa tsvina yemunhu kumeso

Yvonne Chidochashe Manyanja MUMWE mukadzi anoti ari kuoneswa ndondo nemuvakidzani wake uyo anomudira tsvina yemunhu kumeso uye kana pamba pake pakauya vaenzi vanotukwa vachinzi havafanire kumushanyira nekuti imbwa yemunhu.

Mutemo wemendenenzi

IBASA revabereki kuti vange vachichengeta vana nekuvatsigira munyaya yemari nezvimwe zvakadai sekudya, pekugara nekuvawanisa fundo. Mutemo weMantainance Act Chapter 5:09 ndiwo unotevedzerwa muZimbabwe.

Mukuwasha anozora ndove pamadziro emba yaambuya

Amager Mufema MUKUWASHA anonzi ari kudya marasha kuburikidza nekurova tezvara vake, kuzora ndove pamadziro emba yaambuya pamwe nekudzura maruva nekuvatukirira zvichitevera kutizwa kwaakaitwa nemukadzi wake. Thabile Chibu Gari akaendesa mukuwasha…

Mhando dzehohwa

Ticha Danga ZVIKOMANA zvakare nezvemazuva ano zvasiyana. Zvekare zvaive zvakagwinya asi zvisina kufuta. Zvamazuva ano zvakafefemuka asi zvisina kugwinya. Zvikomana zvakare zvairarama nemhando yemiriwo yakasiyana-siyana.

l Vari kukumba mikombe kuchess l Muchikoro vana vacho ishasha

Mukuru wechikoro ichi, VaKachana Banda, vanoti kunze kwechess, vana vavo vanoitawo mitambo inosanganisira nhabvu, netball, volleyball, basketball, softball nerugby.ALFRED Beit School, iyo iri muguta reHarare, yaita mukurumbira mukuru munyaya dzemutambo…

Pfambi pamubhedha wababa

Gabriel Singano PANE mwanakomana anonzi haana matyira zvekuti anosvika pakushinha nepfambi pamubhedha wababa vake izvo zvakaita kuti vamuendese kudare redzimhosva.

PSL log

Team MP W D L F A D P Highlanders 11 8 2 1 20 6 +14 26 CAPS United 11 7 3 1 17 8 +9 24 Platinum 10…

Ndinorota ndiine murume

Bvunza Kwayedza naSekuru Mutanga MUBVUNZO:NEKUZIVA kuwanda kwematambudziko muvanhu, bepanhau renyu kutanga svondo rino richakupai mukana wekuti mubvunze nhuna dzenyu, zvingava zvechivanhu, zvinoitika mudzimba kana zvimwe zvinobata raramo yenyu. Muchapindurwa nenyanzvi…

gillingham primary yatora mukombe

Ndivo No. 1 pazvivakwa zvakanaka nekutsvinda l Budiriro inobva muvabereki: Mukuru wechikoro Chikoro ichi chakapihwa mubairo uyu nebazi redzidzo yepuraimari nesekondari.GILLINGHAM Primary School, iyo iri kuDzivarasekwa, muguta reHarare, yakadadisa zvikuru…

Chaibhururuka chazomhara!

KUBVA Bhritiyana Kuuya muno muZimbabwe

×