Kupemberera zuva guru remwana wemuAfrica
SANGANO reZimbabwe Women Lawyers Association riri kubatana neruzhinji rwenyika mukupembere razuva guru remwana wemuAfrica iro rakasendekwa parutivi kuti ringe richicherechedzwa apo tinorangarira vana vakafa zvisina tsarukano kuSoweto, kuSouth Africa vachiratidzira…
Iriko mishonga yekusota mbavha — N’anga
Muchaneta Chimuka NYANZVI munyaya dzechivanhu vari zvakare mutungamiriri wesangano revarapi vechivanhu nevemakereke, reZimbabwe National Practitioners Council (ZINPA), Sekuru Friday Chisanyu, vanoti mishonga inogona kushandiswa mukuranga mbavha iriko iyo inokonzera zvakasiyana…
Vamwene munoroya: Muroora
Amager Mufema MUROORA ari kupomerwa kupumha vamwene vake huroyi achiti vakaenda kuMozambique netsoka semhiko yekuromba kwavo uye anovatuka zvinyadzi. Margie Banda akamhan’arira muroora wake, Vimbai Nyakusekwa, kuHarare Civil Court achiti amushaisa…
Rondedzero
Ticha Danga PAZVIRONGWA zvapfuura takatarisa mamiriro erondedzero kubva kunhanganyaya kusvika kumhedziso. Rwendo rwuno tinoda kuchiongorora mhando dzacho dzerondedzero. Tinoda kubata mhando imwe neimwe tichipanana mabatiro atingadziita mubvunzo.
Orongera vamwene gen’a
Gabriel Singano MUROORA anonzi ari kutukirira vamwene vake achivati vawora nemukondombera uye achavarongera gen’a rembavha dzinovabvisa chiri kumeso izvo zvakaita kuti vapotere kudare redzimhosva. Brenda Bandera akamhan’arira Eneresi Komboniyatsva kuHarare Civil…
‘Tiri vakadzi vezvidhoma zvababa’
IMWE mhuri yekwaMatyaira, kwaMwanza, kuGoromonzi, nevamwe vedzinza ravo vanonzi vakaitwa zvinogara zvakadaro – vose vakagusiswa vhudzi rose zvaro riri pamunhu, iro rakaendeswa nababa vemhuri kun’anga uko
Boka yobatana neWindmill kusimudzira varimi
MUSIKA mukuru unotengesa fodya munyika muno weBoka Tobacco Auction Floors (BTF) wobatana nekambani inotengesa fetereza nemishonga yekurima yeWindmill (PVT) Ltd nedonzvo rekuwanisa varimi zvekushandisa
‘Ndakanwiswa ropa remunhu’
Yvonne Chidochashe Manyanja VANHU vaive mudare vakasiririswa zvikuru apo mumwe murume akati ari kushungurudzwa zvakanyanya nemudzimai wake uyo waanoti akasvika pakumunwisa ropa raibva papedhi (pad) rake panguva yaaitevera
MoneyMaker : Kudiridzira nyore
VARIMI vefodya vari kukurudzirwa kushandisa madiridziro emhando yeMoneyMaker Irrigation Manual Pumps nekuti ari nyore kushandisa uye haadhure sezvo pasingadiwe magetsi, dhiziri kana peturu.
Warriors: Hatisi kumira
CHIKWATA chenhabvu chenyika chemaWarriors chakasimudza mureza weZimbabwe nemusi weSvondo wadarika apo chakabudirira kuenda kunokwikwidza kumitambo yeAfrican Cup of Nations zvichitevera kuzvambaradza






