Peturu ye$5 yakazadza tangi remota?
MHURI inopinda chechi yeUnited Body Church (UBC) yekuChivhu, nguva pfupi yadarika yakasara isina neremuromo mushure mekunge motokari yavo yapamidzirwa peturu yeminana zvekusvika tangi kuzara.
Kusakanganwa kwawakabva
VAYA vamunogaronzwa vachiti, “ZvemuZimbabwe hamuzvizivi here,” potai muchivabvunza kuti imbori Zimbabwe yokupi yavanotarisira kuzvigunwe, nokuti kana iri Zimbabwe inogarwa naMukwende, yakagukuchira tsika namagariro amandorokwati, yozoitawo zvihuta zvinoti kana
‘Anodira mukaka pamubhedha wangu’ . . . ‘Inhema, ndakakubata uine chikomba’
Amager Mufema SAMUSHA vekuendeswa kudare nemudzimai wake achipomerwa kudira mukaka pamubhedha waanorara anoti mukadzi uyu ave kuda kunzvenga nyaya yekuti akamubata aine chikomba mumba mavo.
Ane $2 yekuchengeta mhuri pamwedzi
Amager Mufema VANHU vaive mudare vakaita sevachatyoka mbabvu nekuseka apo mumwe murume aive amhan’arirwa neaimbove mudzimai wake akati anorarama nekupemha uye anowana $2 pamwedzi yekuchengeta mhuri yake, nekudaro haakwanise kuita…
‘Kacheche kakachema husiku, buda nako panze’
Amager Mufema MUKADZI wekuti ari kushungurudzwa nehanzvadzi yake kuburikidza nekuti mwana wake akachema husiku anonzi abude mumba achipomerwa kuti akarambirei murume anove mugaisi akazopotera kudare aona zvanyanya.
Akagochwa kumasowe…‘Aiti aibvisa mweya yakaipa iri pandiri’…‘Pandaichema kutsva zvainzi idhimoni’
VAKURU vakareva pavakati nhamo haibve pane imwe! Izvi zvinotsinhirwa nenyaya yakaitika kumumwe mukadzi wechidiki wekuSt Mary’s, kuChitungwiza, uyo panzvimbo yekuti abviswe mweya yakaipa nemuporofita,
Ndiri muSatanist: Mwana wechikoro‘. . . ndinombosanduka kuita murume’
MUSIKANA wemakore 16 okuberekwa wemuHarare anoti akapinzwa mumabasa eSatanism ari kuchikoro nekusaziva apo akazotanga kutora pfungwa dzevamwe vana vechikoro vanogona achidzishandisa pamwe chete
MAONERO EDU: Hunhu hwedu huri kuendepi?
MAZUVA ano vanhu vazhinji vari kuchema-chema nekuraswa kuri kuitwa tsika nemagariro zvinotarisirwa kunge zvichiitwa nevanhu munharaunda dzavagere.
Makore 15 ‘hapana, hapana’
MURUME saimba wekwaNyamweda, kuMhondoro, ari kunyunyuta achiti atadza kunzwisisa hunhu hwemukadzi wake achiti vasvitsa makore 15 vasina kusangana.
Hurumende yorumbidzwa
MAMBO Makope vekudunhu reMashonaland Central vorumbidza Hurumende nekusimudzira vanhu vatema kuburikidza nekuvambwa kwemakambani anotenga fodya evatema sezvo kare zvaiitwa nevachena chete.








