‘Muchafondokera marara pose-pose’

GURUKOTA rezvenharaunda, mvura nemamiriro ekunze, Cde Oppah Muchinguri-Kashiri, vanoti munguva inotevera pachange pave nemutemo wekuti wose anobatwa achirasira marara pose-pose anotongerwa kunofondoka pasina mubhadharo nedonzvo rekuchengetedza

UMAA yosimudzira mabasa emawoko

UMAA Institute College of Agriculture iri kusimudzira mabasa ekurima munyika kuburikidza nekufundisa vadzidzi kurima nekuchengeta zvipfuyo izvo zvinogona kuzovapa pundutso mune ramangwana.

Sekai anopona neburi retsono

‘NATSA KWAWABVA” naMusi Gloriosa Katerere (109-110) Ongororo (Enderero mberi):

‘Mayunivhesiti nemakoreji achatekeshera nyika yose’

HURUMENDE ine hurongwa hwekusimbaradza budiriro iripo munyaya dzedzidzo kuburikidza nekuti purovhinzi yoga-yoga munyika ive neyunivhesiti, koreji inodzidzisa varairidzi neinofundisa mabasa emawoko (polytechnic).

Maporofita musagoche dzihwa

IMBWA HAIHUKURE SADZA ZVIRI pachena kuti munhu unogona kuurayiwa nevanhu vachiti vari kukunamatira nezita raJesu! Asi Jesu haana kuuya kuzouraya kana kuremadza vanhu, asi aishandisa simba rake kuporesa vanorwara.

Kukosha kwevadzimu

Munyaradzi Gunduza Kukosha kwevadzimu pasichigare: 8. Ndezvipi zvinhu zvisere zviri murungano rwuri muna Museve Usingapotse zvinojekesa kukosheswa kwevadzimu muupenyu hwepasichigare? [25]

DETEMBA TINZWE: KUKOSHA KWEMITI

naNaome Nyamadzawo Veduwe miti yakakosha zvikuru. Pasi pasati parohwa nenyundo, mishonga yaibva kumiti.

Mukuwasha akarohwa natezvara

Yvonne Manyanja MUMWE murume anoti akazvambaradzwa kunge nyoka yapinda mumba natezvara vake mushure mekunge aenda kumba kwavo achida kunotora vana vake sezvo ari kunetsana nemudzimai wake.

MAONERO EDU: Ngachive chidzidzo kuzvikoro, maticha

SVONDO rino tine imwe nyaya yatinovimba kuti ichapa chidzidzo chikuru kuvarairidzi nevakuru vezvikoro. Iyi inyaya yemumwe mudzidzisi wepachikoro cheMutasa Primary School chiri kuHighfield, muHarare, uyo akanzi nevakuru vezvedzidzo

Mukadzi wen’anga openga . . .murume wangu, handiwe wapedza kuuraya vana?

Yvonne Chidochashe Manyanja IMWE n’anga yakachema-chema mudare redzimhosva ichiti inoda kudzivirirwa zvichitevera kunangwa huroyi kwairi kuitwa nemudzimai wayo ichinzi yakaromba mishonga iri kupedza kuuraya vana vavo.

×