Varapi vechivanhu nehutsanana

VARAPI vechivanhu pamwe nevekumakereke vanokurudzirwa kuti vaite basa ravo zvine hutsanana nedonzvo rekudzivirira kupararira kwezvirwere.

‘Manyuchi igamba’

VATSIGIRI vetsiva svondo rino vakarumbidza zvikuru Charles Manyuchi nekunyora kwaakaita nhorowondo yake mumutambo uyu mushure mekuhwinha bhande reWorld Boxing Council Welterweight Silver Tittle apo akunda

Panganai mazano: Seed Co

CHAMANGWIZA wekambani huru pakuuchika mbeu muZimbabwe, yeSeed Co, VaDenias Zaranyika, vanoti zvakakosha kuti varimi vaumbe mapoka avanopangana mazano pamusoro pemarimirwo akanaka embesa

Ochengetera mari pasi pedombo

Amager Mufema MUMWE murume anoti ave kuchengetera mari yake pasi pedombo nekuda kwekatsika kemukadzi wake kekusecha chikwama chake pamwe nehomwe dzembatya dzake achitora mari yaanenge aona.

Vakarumwa nenyuchi kumakuva

VANHU vaiva pakati pebasa rekuvakira makuva ehama dzavo nekuaisa matombo zvose nekusakurira mubhuku raMushingaidzwa, kwaNyamweda kuMhondoro, vakazosiya basa iri vachiita rurasademo kutiza apo kurumwa

Nyundo akabura dambarefu

MUIMBI wesungura David ‘Kagoza’ Nyundo, uyo anotsigirwa nechikwata cheThe Hilltop Sounds, akabura dambarefu rake rechitatu rinonzi Moyo Wangu iro anoti ane tarisiro yekuti richasimudzirawo zita rake sevamwe

Sanchez angangobva kuArsenal

ALEXIS Sanchez anogona kudambura hukama hwake neArsenal sezvo zviri kunzi ari kudiwa neshasha dzekuItaly, Juventus.

Kurwadziwa nemusana

SANGANO reWomen’s Action Group (WAG) rinoti zvakakosha kuti veruzhinji, zvikuru vanhukadzi, vatore matanho ekuchengetedza miviri yavo kubva kuzvirwere zvakaita sezvemusana. Chinyorwa chesangano iri chinonzi

200 vodzidza pachena

MUZVINABHIZIMISI wekuChitungwiza ari kubatsira vana vanodarika 200, zvikuru vanobva kumhuri dzinoshaya, kuti vakwanise kuwana dzidzo kubvira padanho rekireshi kusvika kuyunivhesiti.

Mufaro, misodzi kuvatambi

HONGU, mutambi wetsiva ane mbiri Charles Manyuchi akatambirwa zvine mutsigo paakadzoka kumusha achibva kuRussia uko kwaakaenda kunorwa akakunda chizvarwa cheko Dmitry Mikhaylenko musi weChishanu wapfuura,

×