Vakweguru vari panyatwa yekubatwa nezvirwere

Muchaneta Chimuka VANHU vakwegura vanonzi vari panyatwa huru yekubatwa nechirwere cheCovid-19 zvichitevera kuderera kwemasoja emiviri yavo izvo zvinoita kuti vave nyore kubatwa nezvirwere nokudaro zvakakosha kuti vange vachidzivirirwa zvakasimba kubva…

NAC yobatsira kurwisa HIV mumabasa

SANGANO reNational AIDS Council (NAC), rakabatana nenhengo dzaro dzekudunhu reMasvingo, vari kushanda pamwe nekambani inoona nezvekugadzirwa kwemigwagwa yeMasimba Construction vachivafundisa nezvekurwisa HIV mumabasa. Chirongwa chemazuva maviri ichi chakaitirwa paMayo Depot,…

Akavigwa nerokwe remudzimai wake

Kingstone Mapupu MUDZIMAI wekuRaffingora, kudunhu reMashonaland West, anoti iye nemhuri yake vakasara vava varombo vekugumisira apo vakatorerwa mombe dzavo dzose nehama dzemurume uyo akashaya. Mai Dadirai Nyamhandu (53), vemubhuku raMarare,…

Ziva nezveCovid-19 itsva

Muchaneta Chimuka MHANDO itsva yechirwere cheCovid-19 — inodaidzwa nekuti B.1. 617 — iri kutyirwa kuuya muZimbabwe uye zvinotevera zvimwe zvezvingade kuzivikanwa neveruzhinji pamusoro pechirwere ichi. Covid-19 iyi yakaipisisa zvakadii? Ongororo…

ZVICHANGOITIKA: Mukuru weuto reZNA Edzai Chimonyo ashaya

Columbus Mabika Mukuru wemauto eZimbabwe National Army, Lieutenant-General Edzai Absalom Chakanyuka Chimonyo ashaya. Muchinyorwa chavo chepaTwitter, mutauriri wemutungamuri wenyika (Presidential spokesperson) VaGeorge Charamba vanoti Lt Gen Chimonyo vashaya mushure mekutambura…

Mbavha dzekuPassport Office dzakasungwa

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekuchikamu chematikitivha cheCriminal Investigations Department (CID) vanozivisa nezvekusungwa kwevanhu vaviri vemuguta reHarare avo vanga vachibira vanhu mari nehukopokopo vachivavimbisa kuti vanovawanisa magwaro ekufambisa…

Marara neCovid-19

Muchaneta Chimuka MUNGUVA ino apo nyika iri kuedza kumisa kupararira kwechirwere cheCovid-19, veruzhinji vanokurudzirwa kuti vachengetedze nharaunda zvichitevera huwandu hwemarara emapamba (diapers) ayo ari kurasirwa pose-pose mudzimba, pakati pemaguta nemadhorobha.…

‘Onai COSAFA muri kumba’

Abel Ndooka VATSIGIRI vechikwata chenhabvu cheZimbabwe Warriors vanokurudzirwa kuti vatevedzere mitemo yenyika neyeWorld Health Organization (WHO) iyo yakananga kuderedza kupararira kwechirwere cheCovid-19 uye kuti vasaungane panguva iyo vachaona chikwata chavo…

‘Mogarisana zvakanaka’

Kingstone Mapupu MAMBO Negomo vekuChiweshe, kudunhu reMashonaland Central, vari kutsiudza nekuudza veruzhinji panyaya dzekushungurudzana mudzimba panguva ino yekurwisa chirwere chanetsa cheCovid-19 vachiti pfungwa dzose dzevanhu dzinofanirwa kuva pachinangwa chimwe chete…

Mwana wekutsvira mumba akavigwa

Muchaneta Chimuka MWANA wekutsvira mumba kuUnit O, Extension, kuChitungwiza nemusi weChitatu svondo rapera akazovigwa neMuvhuro uno kumakuva ekuNyatsime Cemetery, ikoko kuChitungwiza mushure meongororo yakaitwa pamarangwanda ake zvikaonekwa kuti zvedi akafa…

×
×