DETEMBA TINZWE: KUKOSHA KWEDU
naJanet Gondo “Regai dzive shiri, haana muto mazai” Vakareva wani vakuru.
Kuipa kwechimwe, kunaka kwechimwe!
BHAIBHERI shoko raMwari rinotipa kukosha kwezviratidzo kana micherechedzo, zvatingati pachiRungu ma”symbols”. Zviratidzo izvi zvine zvazvinoreva. Muenzaniso wemimwe yemicherechedzo ine zvawaireva ndewenyeredzi unowanikwa kubhuku raMateo,
MAONERO EDU: Remangwana rirongere
MUSI weChishanu svondo rino, 1 Ndira 2016, mhuri yeZimbabwe inenge ichibatana nevamwe pasi rose mukupemberera gore idzva. Chokwadi kunenge kusingadanwe anonzwa apo vanhu vanenge vachifarira kupera kwegore ra2015 uye kupinda…
Ndiri mukadzi ane vana 2 asi handigari navo ndinodawo murume ane rudo
NDIRI mukomana ane makore 23. Ndotsvagawo musikana ane makore 21 zvichidzika kana mukadzi ane mwana 1 anoda zvekunotorwa ropa. Nhare yangu 0775 364 614.
Akaponda baba achivati muroyi
VAGARI vepapurazi reHale Farm, kuMt Hampden pedyo neHarare, vakasara vasina neremuromo nguva pfupi yadarika zvichitevera nyaya yemwanakomana anonzi akaponda baba vake achivapomera mhosva yekuti vaimushandisira mishonga inomupa minyama pamwe
Kikiki, 2015 nezviri anointed
GORE raperaka iri. Rapera ndisati ndadzoserwa chikwereti changu nemunhu akauya achichema kuti hazvina kumumirira zvakanaka. Rapera muzukuru wangu asati aroora sezvaaitarisira nekuti haana mari yacho, uye haasi kuwana basa.
Inyoka dzevanhu: Zinatha
NYANZVI dzezvechivanhu dzinoti nyaya yemukadzi wekuBuhera uyo akafa nekurumwa nenyoka yerudzi rwerovambira, parufu pake ndokuzouyazve nyoka mbiri dzerudzi urwu, inogona kunge iine chekuita nekushandiswa kwemishonga yakaipa.
Mukadzi wangu kuti amai vangu muroyi?
MAKASIMBA here Tete Chipangamazano? Ndiri murume ane makore 31 ekuberekwa. Dambudziko rangu tete ndakabata mudzimai wangu achitaura kuti amai vangu vanoroya uyezve kuti vanondishandisa kundiita murume wavo.
Tombotarisa shandurudzo
PINDIKITI mugore idzva nekupedzisa nzwisa. Gore zvorotanga kudai, ndati tipedzise nevaya vakanyora bvunzo dzekupedza dzidzo yepuraimari ndichiti ndinovimba kuti nzvimbo
Nyakumitisa mwana weForm 2 ovhimwa
MAPURISA anoti ari kuferefeta nyaya yekamwana keForm 2 kekuDomboshava ako kanonzi kakapihwa mimba nechikomba chaamai vako, vamwewo vachiti akanhumburiswa nasekuru vake.

