Mwana oda mendenenzi kuna baba

Nyasha Chabvonga MWANAKOMANA akaendesa baba vake kudare achida kuti vawedzere mari yavari kumubhadharira yemendenenzi mushure mekunge atadza kunyora bvunzo dzeZimbabwe School Examinations Council dzeForm 6 nekuda kwekushaya mari.

‘Ndinovimbiswa rufu nemukadzi’

Nyasha Chabvonga MURUME wekutya “kutsakatikiswa” nemukadzi wake akapotera kudare achiti ave kugara akabatira moyo wake mumawoko. Kudakwashe Mawaza akamhan’arira Ruth Bhebhe kuHarare Civil Court achiti anogara achimuvimbisa rufu.

Sekai abira Mugadzi kiyi

CHITSAUKO 9 (Ongororo: Enderero mberi): Kudimikira nekushandiswa kweenzaniso kunoda kunoenderana. Kudimikira kwokutanga kunoratidza chinhanho chakasvikwa nevarume

Mumba maMarozva hamuna chakanaka

“BEDZAPFUMA” naPeldah Hove (37-42) NYAYA YACHO (Enderero mberi):

Anonamatira vakadzi vari musvo

MAPOROFITA maviri ekuHopely, muHarare, mumwe wacho anonzi anonamatira vanhukadzi vari musvo, vakarwa zvekusvika pakuburitsira mapanga pamasowe vachipomerana kushandisirana mishonga inosanganisira kuitira tsvina

Ndakamboita chipfambi: Mukadzi wemunhu

VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mukadzi akaroorwa akadura kuti akamboita gumbo mumba, gumbo panze ndokuzozvirega, zvisinei nekuti murume wake ari kugara achimuzvamburira nyaya iyi.

Kurimwa kwefodya kwodzikira

MINDA yefodya yakatandavara mahekita 28 763 yakarimwa mumwaka uno wa2015 kusvika 2016 zvinorakidza kuderera kana zvichienzaniswa nemwaka wapera apo paive pakarimwa mahekita 36 025.

MAONERO EDU: Farai, muzive kuti kuna mangwana!

NGUVA iya inofarirwa nevanhu vakawanda yezororo reKisimusi neGoredzva yazosvika zvino. Kunzvimbo dzose dzenyika kunenge kusingadanwe anonzwa apo veruzhinji vanenge vachipemberera.

Rakatanga riri bundu l Atambudzwa nezinyama riri paziso

MUKADZI wechidiki wepapurazi reMendry kana kuti kuBonongwe, kuMarondera, otambudzwa nechirwere chaasingazive, chezinyama rakamera mumusoro make iro rave kuvhara ziso rake rekurudyi. Nekuda kwedambudziko

Handikundikane: Mawiwi

MURAIRIDZI wechikwata cheDSTV Rangers, Bigboy Mawiwi, anoti anotenda Mwari nekuda kwechipo chaanacho chekuti chikwata chose chaanorairidza chinenge chiri muDivision One chinopedzesira chapinda muPremier Soccer

×