Regai kubereka nyika chimbembeza

MUKWENDE mazuva ano ari kupota achimboshaikwa munharaunda kunge ari kugadzirira kurima, kana munhu akurirwa nemutoro.

Musikana akachipa semachips

MWANASIKANA wangu aive mudiki. Musikana ane makore 15 chete. Pandakatanga kumuziva, akanga achiuya kuSunday School kwandaidzidzisa.

Vose vachiri kufona pa0717 215 871 cheregai henyu nekuti ndakamuwana . . .

NDINOKUTENDAI zvikuru veKwayedza nekugona basa. Ndakawana musikana wangu wandinoda saka vese vachiri kufona pa0777 141 412 chiregai henyu.

Varimi venzimbe vowedzera zvimwe zvirimwa

VARIMI venzimbe vekuChiredzi vovandudza mabasa avo kuburikidza nekurima zvimwe zvakaita sefodya pamwe nekuita mabhindauko ekuchengeta zvipfuyo.

Batsirai Sharon ne$500

MWANA wekuGuruve ane makore mana okuberekwa, uyo ane dambudziko rekukura musoro wake zvakadarikidza, ari kutsvagawo rubatsiro rwe$500 yekuti anoburitswa mvura irimo kuchipatara.

Varume ongororwai ropa renyu: NAC

SANGANO reNational AIDS Council (NAC) rinoti zvakakosha kudzidzisa vanhurume kuti vave nechido chekuongororwa ropa kuitira kuti vazive pavamire maererano neutachiona hweHIV nechirwere cheAIDS sezvo

‘Batsirai zvikoro zvamakadzidza’

VERUZHINJI vari kukurudzirwa kubatsira mubudiriro yezvikoro zvavakadzidza nenzira dzakasiyana sekupa mabhuku nedonzvo rekusimudzira dzidzo munyika.

DETEMBA TINZWE: HARIURAYE

 naCleopatra Shurugwi Kana yoturuka Yoita zvayo zviye

Kuziva mitupo kwakakosha

Ticha Danga NEMHAKA yekuti mugapu munokandwa twose twose, tinoda kuedza kutsvaga twose kana netwatakasiya mumashure titwukande imomo kuti tigadzire mudya ndakasungwa maererano nechiShona chedu nedzidzo yamangwana nekuti

Mbavha Muchaneta anobira amai vake

Chenai Mwoyo” naChakambodei Chirandu (21-25) ONGORORO (Enderero mberi):

×