Bindura University yosimudzira Science neMaths
BINDURA University of Science Education (BUSE) inoti pane kuderera kwakanyanya kwehuwandu hwevadzidzi vari kuita Science neMathematics nekudaro yakatotanga zvirongwa zvekuti zvidzidzo izvi zvinge zvichifarirwa kubvira
Mibvunzo yeveruzhinji kuzwla
MUBVUNZO 1 Ndeapi matambudziko ari kubatsirwa nesangano reZWLA pazuva roga-roga?
Chikwereti choparadza hushamwari
Nyasha Chabvonga VAVAKIDZANI vakatosvorana nenyaya yechikwereti zvakazoita kuti vapedzisire vadhonzerana kumadare edzimhosva mushure mekugara vachipopotedzana.
Vane huchapa voripiswa $20
VANHU vane katsika kekurasira marara pose-pose muguta reHarare vatarisana nekusungwa vachibhadhariswa mafaindi e$20 pasi pechirongwa chekuchenesa nharaunda icho chakatanga svondo rapera.
‘Musha uyu wakagadzirwa’
DZIMWE nyanzvi dzechivanhu dzinoti kune mishonga yakasimba yekupinga misha nechinangwa chekuti parege kusvika varoyi kana kuti anosvikapo atadze kubva kusvikira kunze kwayedza.
MAPOSITORI OPFIGIRA VANA 2 VAKAREMARA . . . Tinovavharira mumba kudzivirira nhunzi: Baba
VANASIKANA vaviri veimwe mhuri yekuMufakose, muHarare, avo vose vakaremara mitezo, vari kurarama upenyu hwehunhapwa sezvo vachigara vakavharirwa mumba nevabereki vavo avo vanonzi vanovanyarira kune veruzhinji.
Mwana vhuu baba varere nepfambi
YAKAVE batai-batai nemusi weMuvhuro mangwanani mumusha weUshewokunze, muHarare, apo mwanasikana anonzi akarwisana nababa vake mushure mekunge vatora shamwarikadzi ndokusasana nayo panguva iyo amai vake
Murume wekuzvipfigira mumba: ‘Kuromba uko’
NYANZVI mune zvechivanhu dzinoti harahwa yekupurazi reBell-Inn, kuNyabira padyo neHarare, yekubuda muKwayedza svondo rapera ichinzi yakagumisira kubuda mumba mainogara yakazvivharira makore 31 adarika — muna 1984 — ine dambudziko guru…
MUROYI AKADONHA PABERE . . . ‘Ndatadza kuwirirana nevamwe vangu’
IMWE mhuri yekuChigori, kuMacheke, yakava nekushamiswa kukuru nemusi weChishanu wadarika apo yakafumoona chembere yaiva iri musvo pachivanze chemusha wayo iyo yaizviti muroyi uye yakange yadonhedzwa
ICASA ichaunza bhizimusi muZim
GADZIRIRO dzemusangano mukuru weInternational Conference on AIDS and Sexually Transmitted Infections in Africa (ICASA), uyo uchaitwa kubva musi wa29 Mbudzi kusvika 4 Zvita muHarare uchitarisirwa kuunza mabhizimisi








